lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu ndinoda kuziva – reunion

Loading...

ndinoda kuziva
ndinoda kuziva
sei mwari makandidawo ini mutadzi
handina kodzero,
handina faniro asi makandinyurura,
mumatope

rudo rwakadi rwakadzama
kutora mutadzi
kuva mwana washe
moyo w-ngu wachenurwa-a
zvapasi zvapfuura
tenzi ndorumbidza

ndinoda kutenda
ishe jesu vakauya pane rino pasi
pamuti akafa, kuti ndirarame
tsitsi, ngoni nerudo zvinoshamisa -2

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...