lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu handikusiye – rhyme assasssin

Loading...

yeah
you know that i love you
you know that i love you
nyangwe zvikaoma sei
handimbokusiya
nyangwe zvikaoma sei
handikusiye

nemusi wemugovera ndichidodzoka k*mba
mhepo yakavhuvhuta
masango akarikaridza muridzo
ndichifamba hangu
ndakafunga iwe
iwe mudiwa w*ngu
chichekerwa ch*sh*reni
ndapererwa nemazwi
how can i describe you
iwo muviri wako wakawumbwa zvakanaka
se hari ye dhaga
irwo runako runonwisa mvura
you look like a tall glass of water
yeah i’m thirsty
nyangwe zvakaoma sei
ini andife ndakakusiya
dhiya ini ndokuda
nemoyo w*ngu wese
ndotenda iye tenzi
nengirozi iyi yakandipa ini
nyangwe zvikaoma sei
handimbokusiya
nyangwe zvikaoma sеi
handikusiye
nyangwe zvikaoma sei
handimbokusiya
nyangwе zvikaoma sei
handikusiye

mudiwa ini ndokuda
it’s time we get married
imba ndatopfirira
icho changosara
imombe kutinhira
bhosvo rotorira
tokoka idzo hama
todedza masahwira
tosimbisa hukama
ini rako bhuru
iwe yangu tsiru
nine months dzopfura
togadzira dzedu mhuru
nekuti mbuya nasekuru
vakutarisira vazukuru
every anniversary
i will show you that i love you
tombikwira ndege
iwe neni chete
exotic dishes
when we dining
tombosiya zvehuku
but lobster and caviar
nezvimwe zvakadaro
you know that i love you
more than i love money
so i will never ever hesitate
anytime to spoil you
saka ngatifare
zvedu iwe mudiwa
nekuti pese pazvakaoma
wakaramba uyineni
aahh
nyangwe zvikaoma sei
handimbokusiya
nyangwe zvikaoma sei
handikusiye
nyangwe zvikaoma sei
handimbokusiya
nyangwe zvikaoma sei
handikusiye

nyangwe zvikaoma sei baby
nyangwe urikure sei baby
i love you and i will never leave you
i love you and i will never leave you
nyangwe zvikaoma sei baby
nyangwe urikure sei baby
i love you and i will never leave you
i love you and i will never leave you

nyangwe zvikaoma sei
handimbokusiya
nyangwe zvikaoma sei
handikusiye

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...