kutadzirana - alick macheso lyrics
[verse 1: al!ck macheso]
kutadzirana, kupopotedzana kunoitika
ndizvo saka kwakava neshoko rinoti iro
chakaf*kidza dzimba idzi matenga iwaya
k*mwe kuburana kunoita kuti tinzwisisane
[verse 2: al!ck macheso]
kubata kana kusabata kuriko mukuvhima
asi handizvo zvingatadzisa vavhimi kuvhima
nekuziva kuti mazuva haanakiba ose
asi kuti zvinotowedzerawo simba reuvhimi
[verse 3: al!ck macheso]
kuwana kana kushaya zvirimo mukutsvaga
dai zvisipo vacheri vegoridhe dai vasipo
nekuoma kwemarwadziro ekuchera goridhe
asi havasiye vanotoenda mberi nekuchera
[verse 4: al!ck macheso]
kutora mwana w*ngu k*muita nhapwa (aite nherera ah)

kutora mwana w*ngu k*muita nhapwa (aite nhеrera ah)
kutora mwana w*ngu k*muita nhapwa (aite nherеra ah)
[chorus: al!ck macheso]
ndakadzidzisa pfungwa dzangu, ndikadzidzisa moyo w*ngu
zvese neropa rangu k*mira nezviripo

isu mafuza tine nhamo
isu mafuza tine nhamo
vakangwara havana nhamo
vakangwara havana nhamo
kusina amai hakuendwi
kusina amai hakuendwewo
[pre*chorus: al!ck macheso]
isu mafuza tine nhamo
isu mafuza tine nhamo
vakangwara havana nhamo
vakangwara havana nhamo
kusina amai hakuendwi
kusina amai hakuendwewo
[verse 5: jonas kasamba]
hande divine muzenda, wezhira
[verse 6: jonas kasamba, zhili mumbamulapi & orchestra mberikwazvo]
maiwe tumai
maiwo basumbi
chisumbi chinena
mai ak*mbelela
maiwe tumai
maiwo basumbi
chisumbi chinena
mai ak*mbelela
Random Song Lyrics :
- call the shots - ostarè lyrics
- duelo de titanes (bonus track) - arianna puello lyrics
- mineiro life - patolino jucelino lyrics
- åsane city intro - åsane city lyrics
- blooodungeon - man man lyrics
- socasual - froko lyrics
- faded - karmamøb lyrics
- die4u - reysha rami lyrics
- forever gone - simply lost lyrics
- olvido y sol - feliciano saldías lyrics