
pfuma yacho - alick macheso lyrics
[chorus: al!ck macheso]
pfuma yacho unoidya naniko?
wapedza vana unoidya naniko?
pfuma yacho unoidya naniko?
wapedza vana unoidya naniko?
[verse 1: al!ck macheso]
mari yacho unoidya naniko?
wapedza dzinza rose unoidya naniko?
mari yacho unoidya naniko?
wapedza dzinza rose unoidya naniko?
[verse 2: al!ck macheso]
nyangwe mukufara unofara naniko?
uri wega unofara naniko?
nyangwe mukufara uchafara naniko?
wasara wega uchafara naniko?
[verse 3: al!ck macheso]
zvimwe zvinoda hama unozviudza aniko?
uri wega unozviudza aniko?
zvimwe zvinoda hama uchazviudza aniko?
wasara wega uchazviudza aniko?
[verse 4: al!ck macheso]
nyangwe ukarwara unopepwa naniko?
uri wega unopepwa naniko?
nyangwe ukarwara uchapepwa naniko?
wasara wega uchapepwa naniko?
[verse 5: al!ck macheso]
pfuma yakanaka (ndeyeziya iyoyo, ndeyeziya)
inofadza kudya (ndeyeziya iyoyo, ndeyeziya)
mari yekushanda (ndeyeziya iyoyo, ndeyeziya)
hairwadzi kudyawo (ndeyeziya iyoyo, ndeyeziya)
[verse 6: al!ck macheso]
mari yekuromba (ndeyerima iyoyo, ndеyerima)
inorwadza kudyawo (ndeyerima iyoyo, ndеyerima)
mari yakasviba (ndeyerima iyoyo, ndeyerima)
imari yeropa (ndeyerima iyoyo, ndeyerima)
[verse 7: al!ck macheso]
wasara padera mbuya vafa
wasara padera vana vafa
wasara pamhene hama dzafa
[pre*chorus: al!ck macheso]
uchasara nani? (wachekeresa mudzimai)
uchasara nani? (amaiwe zvese nevana)
uchasara nani? (wachekeresa amai)
uchasara nani? (zvese nevanun’una)
uchasara nani? (uchasara nani iwe?)
uchasara nani? (uchiziva wapedza hama ndiwe)
[pre*chorus: al!ck macheso]
uchasara nani? (wachekeresa mudzimai)
uchasara nani? (amaiwe zvese nevana)
uchasara nani? (wachekeresa amai)
uchasara nani? (nehanzvadzi sikana)
uchasara nani? (uchasara nani iwe?)
uchasara nani? (uchiziva wapedza hama ndiwe)
Random Song Lyrics :
- sunrise - le'mon driver lyrics
- geekin - scarheart. lyrics
- blotto - yung schnooty lyrics
- romantic call - b red lyrics
- regardless (acoustic) - raye lyrics
- poor man's prison - gene vincent lyrics
- 상상 (imagine) - jang jane (장재인) lyrics
- denya ghedara 2 - seef 64 lyrics
- summer leap - somunia lyrics
- 努力的孩子 dreamer - 應智越 (ying chi yuet) lyrics