munodonhedza musika - boom beto lyrics
[intro]
iwe levels, vaturnere matables
well, it’s eh boom beto
fantan, wagwaan
[pre-hook]
imi mai makanaka
ndimi makonzera nyakanyaka
kuita kudonhedza musika
muchizunza mutaka
[hook]
amai munodonhedza musika
vanhu vanomira hobho pamunosvika
pamunodarika maface anosticka
kuita kunge nyika iri kundengenyeka
amai munodonhedza musika
vanhu vanomira hobho pamunosvika
pamunodarika maface anosticka
kuita kunge nyika iri kundengenyeka
[verse 1]
amai munodhingura skero
mune kastep kanofizura mamero
ndimi muri kudhumura mafero
hamuna kuchipa kunge bhero
hona step, nebody shape
chamboko chewaya, baba chiwhip
hameno type yacho kuti yakabva nepi?
masiya munhu wese ari happy
[hook]
amai munodonhedza musika
vanhu vanomira hobho pamunosvika
pamunodarika maface anosticka
kuita kunge nyika iri kundengenyeka
amai munodonhedza musika
vanhu vanomira hobho pamunosvika
pamunodarika maface anosticka
kuita kunge nyika iri kundengenyeka
[verse 2]
mavhiringidza town yese
muri kungocheukwa nemunhu wese
vari kushamisika ndezvinhu zvese
amai ndimi mune yese
yangova tsviriyo, tsviriyo
nekwamabva nakwo mhiriyo
ndambofunga kuti zvimwe pane aba million
imi ndimi madziya, mavhiringidza mafiya
hamusirimi here mai maria?
[hook]
ha, munodonhedza musika
vanhu vanomira hobho pamunosvika
pamunodarika maface anosticka
kuita kunge nyika iri kundengenyeka
amai munodonhedza musika
vanhu vanomira hobho pamunosvika
pamunodarika maface anosticka
kuita kunge nyika iri kundengenyeka
[verse 3]
amai munodhingura skero
mune kastep kanofizura mamero
ndimi muri kudhumura mafero
hamuna kuchipa kunge bhero
hona step, nebody shape
chamboko chewaya, baba chiwhip
hameno type yacho kuti yakabva nepi
masiya munhu wese ari happy
[hook]
ha, munodonhedza musika
vanhu vanomira hobho pamunosvika
pamunodarika maface anosticka
kuita kunge nyika iri kundengenyeka
amai munodonhedza musika
vanhu vanomira hobho pamunosvika
pamunodarika maface anosticka
kuita kunge nyika iri kundengenyeka
[outro]
yeah, attention all pockets
auto-set, ka boom
mari kune vanogeza
Random Song Lyrics :
- touch ur body - tha psycho (thapsycho) lyrics
- amb la nit - jabeat lyrics
- our hearts - 3para1 lyrics
- dont know me - truly drako lyrics
- necessity - yseek lyrics
- conto de fadas - rony bar lyrics
- andere life - jordymoney9 lyrics
- holilala days - ynkeumalice lyrics
- último baile - matoz lyrics
- rose - armond lyrics