
musatisiye - don cavelle lyrics
intro: {don cavelle}
hee…
vagonditenda…
vagonditenda iwe…
vagonditenda… [x2]
verse: {don cavelle}
pamusoroi changamire…
ndapfugama pasi nemagokora…
kuisa muteuro…
tinodawo rubatsiro…
tatambura…
ishe w-ngu tanzwa nekutambura…
pindirai imi mwari…
pindirai imi mwari nekuti…
makore makukutu kwazvo, chaimboseva chichingotemura iwe…
hakuna kana chekubata, hona vabereki votokwegura iwe…
ndinodawo vagarike…, manje ndinovapei?
vagonditenda…, ini ndinovepei. hei hei?
hook: {chye}
(musazotisiyewo)
nehanda nyakasikana…
(musazotisiyewo)
sekuru kaguvi, mudzimu yekwedu…
(musazotisiyewo)
nemiwo musikavanhuwe…
(musazotisiye, musazotisiye hee hee)
musazotirase k-mawere, kutisiya…
verse: {don cavelle}
matakadya kare haanyaradzi mwana iwe..,
taneta nekubatwa k-meso…
vamwe zvavo vagere bhoo zvekuti…
tichagara tichingochema ne’pay’ so ohh…
takudawo madhora…
kun’anga kwamuporofita tiriko…
swerozodzwa mafuta emuteuro…
chabuda chacho ndechipiko? (hapana!)
mabasa tirikutsvaga (hapana!)…, tipeiwoka tariro…
started from the bottom and we’re still digging…, have mercy on us your children lord…
inga vakuru vakati chisingaperi chinoshura…
taneta nekubaiwa pasi petsoka, pasina anotumbura… yohwe!
hook: {chye}
bridge: {chye}
nhai changamire, nhai mambo
nhai tenzi vakuruwe…
amai k-musha, varohwa nenhamo…
baba padunhu, angove mamvemve…
ndovapeiko amai vangu?
vagonditenda…
ndovapeiko verudzi rw-ngu?
vapera nedenda vakuruwoi woiheyi herere…
hook [x2]
Random Song Lyrics :
- lança de coco 2 - mc bin laden lyrics
- scieryte - pikers lyrics
- dark side of the mirror - opus lyrics
- in spite of the decay - 48 volts lyrics
- run run - el bórgia lyrics
- the one - crown of thorns lyrics
- acostúmbrame - serbia lyrics
- crossover - yung juse lyrics
- sky gifts - cash choppa lyrics
- tsiky kely - zay lyrics