
isai maoko - dray blcvk lyrics
[pre*hook]
mavanga ajesu, akandiporesa
kutambura kwajesu, kwakandipfumisa
kudarika najesu, ndakatopeneswa
kudarika najesu, ‘ka najesu
mavanga ajesu, akandiporesa
kutambura kwajesu, kwakandipfumisa
kudarika najesu, ndakatopeneswa
kudarika najesu, ‘ka najesu
[hook]
isai maoko, isai maoko, isai maoko, isai maoko
isai maoko, isai maoko
isai maoko, isai maoko
isai maoko, isai maoko, isai maoko, isai maoko
isai maoko, isai maoko
isai maoko, isai maoko
[verse]
isai maoko, ndopfugama ndotenda
isai maoko, ndonamata nyadenga
pazvinorema ndovega vandotemba
isai maoko, isai maoko
pazvinorema ndovega vandotemba
pandinogumirwa ndoshaya kwekuenda
chandinoziva mwari variko kudenga
havandisiye ndosaka ndichivatemba
[bridge]
mavanga ajesu, akandiporesa
kutambura kwajesu, kwakandipfumisa
kudarika najesu, kudarika najesu
[pre*hook]
mavanga ajesu, akandiporesa
kutambura kwajesu, kwakandipfumisa
kudarika najesu, ndakatopeneswa
kudarika najesu, ‘ka najesu
mavanga ajеsu, akandiporesa
kutambura kwajesu, kwakandipfumisa
kudarika najesu, ndakatopеneswa
kudarika najesu, ‘ka najesu
[hook]
isai maoko, isai maoko, isai maoko, isai maoko
isai maoko, isai maoko
isai maoko, isai maoko
isai maoko, isai maoko, isai maoko, isai maoko
isai maoko, isai maoko
isai maoko, isai maoko
Random Song Lyrics :
- great wave - the staves lyrics
- ¿qué haríamos? - prudentes lyrics
- un cerro de esperanza - ismael morales lyrics
- stonat - psycho rhyme lyrics
- big tingz - shottaz lyrics
- why? - shket.omg! lyrics
- non dirmi addio - claudio villa lyrics
- we out - fwz lyrics
- love has teeth - lenox monroe lyrics
- twug (that's what u get) - jean deaux lyrics