
vapfumi - freeman hkd lyrics
ak something is a do for a living in mbare, hanik, play safe hkd
usangoti chese chawaona uno*admire
anacho akachiwana sei tanga wazvig*ya
shanda zvako k*mbira kubva kuna messiah
better kufa ndichi*tryer
vacho vamunenge muchiti vapfumi
vanenge vaine makuva asingagume ari dhaza
w*ngu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu*life yako gutsikana
vamunoti vapfumi avo vane ma*top secrets avo avakavanza
w*ngu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu*life yako gutsikana
wawaona vane mazimotokari wongoti zvavo
asi hazvina kuuya nekuda kwesimba ravo
kuti vapfume pakashanda midzi nembash*to neropa vachiuraya hama dzavo
vanodiridza dzinde rerugare nemisodzi yevamwe kuti zvavo zvifambe
vamwe ndovanotengesera satan mweya wavakapihwa namwari kuti vazivikanwe
vane moyo yakaipa, patinonzwira vamwe tsitsi ivo vano*smiler
but still type yevanhu vakadai vakawanda vacho ndovanenge vane ndayi
vamunoti vapfumi vanenge vaine makuva asingagume ari dhaza
w*ngu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu*life yako gutsikana
vamunoti vapfumi avo vane ma*top secrets avo avakavanza
w*ngu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu*life yako gutsikana
ende hapana chavanoshaya, hapana paunovaona vakabata shaya
patinoti njuga dzakarema, patinochema*chema zvavo ndipo pazvinofaya
havakudze akatisika, vanotoshamisika patoti dai mwari matinzwa
hameno zvavanongozviita, pavanongozviisa hobho vavakakitisa
usangoti chese chawaona uno*admire
anacho akachiwana sei tanga wazvig*ya
shanda zvako k*mbira kubva kuna messiah
better kufa ndichi*tryer
vacho vamunge muchiti vapfumi
vanenge vaine makuva asingagume ari dhaza
w*ngu mira
Random Song Lyrics :
- выходной армянина (armenian's day off) - marm lyrics
- where tf did i park my car - audiotree live version - ax and the hatchetmen lyrics
- reincarnation:re - melatonix lyrics
- you're in my head - josh henderson lyrics
- fraud explica (live) - yan paiva lyrics
- snooze - pseudodemonio lyrics
- calling (alt. mix) - generation simulation lyrics
- addiction - ogmarov lyrics
- absent - thibz lyrics
- solace - cy4ne lyrics