
handidi vachitaura - glaso sa lyrics
vari kutaura zwisina maturo
ndichi ita zvangu handidi vachitaura
vhanwe vhakhou mmbenga ndido fhira nditshivha paula
ndichi ita zvangu handidi vachitaura
vari kutaura zwisina maturo
ndichi ita zvangu handidi vachitaura
kana vachitaura ndicha vabvaura
vanwe vanondivenga ndicha darika ndichiva paula
kana ndichi act handidi vachitaura
kana ndichi imba handidi vachitaura
ndichi nyora handidi vachitaura
vanwe vanondivenga ndicha darika ndichiva bvaura
hupfi zwa muzika udo zwitsika
eh, nilitshe u zwifha
hei information ine na i amba nne thidivhi nditshinifha
nilitshe u nyambisa matamba, ndo neta ngauri nia zwifha
nipfa ungari zwia difha
kana zvangu zvichi mira
ndichabva ndazvi gadzira
kuita kuchi garira
kuita kuchi fambira
vese vacha terera
ngoma dzangu vachito swerera
hupfi zwa muzika udo zwitsika
ningavha nisikho amba zwa muzika
nilitshe u tshimbila nitshi amba tshika
ndi zwiswa noto zwisika
kha nne zwikhou swika
vari kutaura zwisina maturo
ndichi ita zvangu handidi vachitaura
kana vachitaura ndicha vabvaura
vanwe vanondivenga ndicha darika ndichiva paula
kana ndichi act handidi vachitaura
kana ndichi imba handidi vachitaura
ndichi nyora handidi vachitaura
vanwe vanondivenga ndicha darika ndichiva bvaura
we na muvhudza ombudza othe
zwena muvhudza zwothe
we na muvhudza ombudza zwothe
zwena amba nisathu amba zwothe*zwothe
zwena amba nisa thu amba vhathu vhothe
vhena vha amba kha othe
vari kutaura zwisina maturo
ndichi ita zvangu handidi vachitaura
kana vachitaura ndicha vabvaura
vanwe vanondivenga ndicha darika ndichiva paula
kana ndichi act handidi vachitaura
kana ndichi imba handidi vachitaura
ndichi nyora handidi vachitaura
vanwe vanondivenga ndicha darika ndichiva bvaura
we na muvhudza ombudza othе
zwena muvhudza zwothe
we na muvhudza ombudza zwothе
zwena amba nisathu amba zwothe*zwothe
Random Song Lyrics :
- why you? - vibi lyrics
- dead right - adam melchor lyrics
- figure it out - birds of bellwoods lyrics
- всё просто (everything is simple) - джусем (jusem) lyrics
- alien among angels - julz nartey lyrics
- a way out - the defect (usa) lyrics
- torch - nghtmre lyrics
- cutmyneck - thedfan lyrics
- jnsp - karim (nld) & ag blaxx lyrics
- uái minerinha trem bãum - rony bar lyrics