
dai ndaisava newe - jaeybee lyrics
ohhh yeah yeah yeah
(jaeybee*on*the*beat)
oh yeah yeah yeah
ouhh ohhh ohh oh
ma horror magees
yeah yeh yeh yeh yeh yeah
jaeybee on the beat yeah
ndauya nerimwe zi hit yeah
chorus
kana dai ndaisava newe
then ndaizova nani
ndaizova nani
kana iwewe usipo
dai w*nga usipo
then ndaiswera nani
ndaitaura nani
ohh ndaifara nani? cuz
wakandiwana ndi mujecha
wakandisimudza mudenga
wakanditapudza kupenga
ukanditora ukandiisa panoyera
wakandiwana ndi mujecha
wakandisimudza mudenga
wakanditapudza kupenga
ukanditora ukandiisa panoyera
verse
imari hayo isati yatamba ( yatamba )
i kwacha hayo isati yawanda ( yawanda )
dai yanga iripo ndingadei ndakukanda( ndakukanda )
paden takuto timer vana. ( ohh no )
cuz i know iwеwe neni tine futurе iri bright kunge gemenzi ra sir wicknell ( ra sir wirknell )
n0body can can break this bond ( no no no )
no matter how much they try
let them go on and talk
vachitaura kusvika vava quite ( shhh )
ukamira neni tichabudira pa london
ukatamba neni uchamukira mu mansion ( mansion )
yeah kwatabva ndokwatova kure
zvatavaka hazvichabhunywe
hazvchaibude kudzoka k*mashure
zvataurwa tokandira kure
chorus
kana dai ndaisava newe
then ndaizova nani
ndaizova nani
kana iwewe usipo
dai w*nga usipo
then ndaiswera nani
ndaitaura nani
ohh ndaifara nani? cuz
wakandiwana ndi mujecha ( wakandiwna ndiri pasi )
wakandisimudza mudenga (wakandisimudza mudenga )
wakanditapudza kupenga
ukanditora ukandiisa panoyera
wakandiwana ndi mujecha ( wakandiwna ndiri pasi )
wakandisimudza mudenga (wakandisimudza mudenga )
wakanditapudza kupenga
ukanditora ukandiisa panoyera
Random Song Lyrics :
- dreams - swish music, tmb the driver & dc ralph lyrics
- thinking bout u - the sanctuary lyrics
- stuck in my head - taylor moss lyrics
- fell in love - lil fabri$ lyrics
- good things - joel baker lyrics
- ike - chucky factory land lyrics
- never saw it comin' (live) - matt mays lyrics
- chase away - amplifier lyrics
- sputtering - pelafina lyrics
- lo haré por ti - sofia de la rosa rojas lyrics