tenda - jah prayzah lyrics
dai muri vamwe maisiya kuzvitutumadza maisa manja (kurarama ingoni ndakanga ndabaiwa)
deno muri vamwe maisiya kuzvitutumadza maisa manja (kurarama ingoni ndakanga ndabaiwa)
ndakanga ndarivara, ndainge ndavaraidzwa nekamuzambiringa (kurarama ingoni ndakanga ndabaiwa)
kupona neburi retsono
ndakanga ndarivara, ndainge ndavaraidzwa nekamuzambiringa (kurarama ingoni ndakanga ndabaiwa)
tenda anokuperekedza murwendo, kufamba wega haungagone, uchira

rinenge dutu, dutu amai (rinosimuka mudenga)
denga (rinosimuka mudenga, rinoda kuparadza)
kutadza kutekaira ndakanga ndabaiwa (rinosimuka mudenga)
ndabaiwa (rinosimuka mudenga, rinoda kuparadza)

hanzi kutadza kutekaira ndakanga ndabaiwa (rinosimuka mudenga)

hiya hoha, hiya hee
hiya hoha
hiye woyere
hiya hoha
(kurarama ingoni ndakanga ndabaiwa)
(kurarama ingoni ndakanga ndabaiwa)
tеnda anokuperekedza murwеndo, kufamba wega haungagone, uchira
tenda anokuperekedza murwendo, kufamba wega haungagone, uchira
rinenge dutu, dutu amai (rinosimuka mudenga)
denga (rinosimuka mudenga, rinoda kuparadza)
kutadza kutekaira ndakanga ndabaiwa (rinosimuka mudenga)
ndabaiwa (rinosimuka mudenga, rinoda kuparadza)
rinenge dutu, dutu amai (rinosimuka mudenga)
denga (rinosimuka mudenga, rinoda kuparadza)
hanzi kutadza kutekaira ndakanga ndabaiwa (rinosimuka mudenga)
ndabaiwa (rinosimuka mudenga, rinoda kuparadza)
Random Song Lyrics :
- no kizzy - cholodemora lyrics
- love will survive (from the tattooist of auschwitz) - barbra streisand lyrics
- plik - trafkii lyrics
- runaway - sara (uk) lyrics
- the journey - ginhouse lyrics
- shimmy like they do in paree/i want to go to hollywood - laura osnes lyrics
- rocky mountain love letters - canterbury effect lyrics
- vip - kenia os & villano antillano lyrics
- runnin’ - cation lyrics
- long road - madder mortem lyrics