tonight - jah prayzah lyrics
[verse 1]
variko vanokonzera mvonga mupopoto
hameno vanokonzera pamuromo
anenge abaiwa hameno ikoko
vatsvaga vatadza varonga dondo
tanzvenga majita tapinda mudondo
dj tamuka, touch it, touch it
anoramba achingokwenya marimba ndiani
[hook]
tonight, kutamba kwedu junga junga
tonight, we gonna make you dance some more

[bridge]
dai ndirini, ndaingotamba dai ndirini (dance)
dai ndirini, sendamedza chipikiri asikana (dance some more)

moneredza chiuno, shungurudza mikono (hee dance some more)
moneredza chiuno, shungurudza mikono (heee sawa sawa)

[verse 2]
sarura chikomana ko inga maruva akasikwa aya
tichangotamba kudzamara, kusvika tabvuma kusakara
sarura chikomana, ko inga maruva akasikwa aya
tichangotamba kudzamara, kusvika tabvuma kusakara
ukabuda pachena, watondingonera
kuti ndini ndichamora, huchi wegonera
ukabuda pachena watondigonera
kuti ndini ndichamora, huchi wegonera
wowo wooo
wooo wooo oooh, wooo woo ooh…
wooo wooo oooh, wooo woo ooh…
ko ndiani aenda nemari
anoramba achigokwenya marimba ndiani
anoramba achigokwenya marimba ndiani
[verse 3]
tanga takadhakiwa mukona (takadhakiwa)
mari yangu yakapera sei (takadhakiwa)
tanga takadhakiwa mudiwa (takadhakiwa)
saka wakanditsotsa sei (takadhakiwa)
ko ndiani aenda nemari
akaramba achigokwenya marimba ndiani
ndiani aenda nemari
aka ramba achigokwenya marimba ndiani
[hook]
tonight, kutamba kwedu junga junga
tonight, we gonna make you dance some more
tonight, kutamba kwedu junga junga
tonight, we gonna make you dance some more
[bridge]
dai ndirini, ndaingotamba dai ndirini (dance)
dai ndirini, sendamedza chipikiri asikana (dance some more)
dai ndirini, ndaingotamba dai ndirini (dance)
dai ndirini, sendamedza chipikiri asikana (dance some more)
moneredza chiuno, shungurudza mikono (hee dance some more)
moneredza chiuno, shungurudza mikono (heee sawa sawa)
moneredza chiuno, shungurudza mikono (hee dance some more)
moneredza chiuno, shungurudza mikono (heee sawa sawa)
sha hameno dzimba 4 dzeku mandara dzandakatenga kubhawa
ndazongomuka ndane mareceipts
Random Song Lyrics :
- come with me - eli music lyrics
- song of deliverance - debby boone lyrics
- westside - fmlybnd lyrics
- everything you wanted - besatree lyrics
- all we cannot say - ally kerr lyrics
- метка (label) - coldcloud lyrics
- bad for you - eric barao lyrics
- crush (akustik) - amy wald lyrics
- conquer - the jonez lyrics
- upgrade me - ally kerr lyrics