
purple - junior virgo rozay music boss lyrics
[intro]
ndakapfeka suit yangu yepurple
junior virgo thus mi level
decent alkaline change you
vanoziva kuti ini ndinoimba so-oo-ooo
[verse 1]
vanoziva kuti ini ndinoimmba so mmm
vanoziva kuti ini ndakapenga so mmm
vanoziva kuti isu tinoita so
vanegodo please ndok-mbira musadaro so
vanoziva kuti isu tinoita so
vanoziva kuti virgo anoimba so
vanoziva kuti ini ndinoita so
vanegodo please ndok-mbira musadaro so
[chorus]
gyal take a middle skin out a hole
camera man shine pun yah call
yuh nuh f-ck buh nuttin
gyal enjoy your life so more
ndakadhakwa dhakwa dhakwa dhakwa
dhakwa dhakwa
ndinoimba ndakadhakwa dhakwa dhakwa
dhakwa dhakwaaaaaa
you have many gyals
dhakwa dhakwa dhakwa
dhakwa dhakwa dhakwaa
ndinoimba ndakadhakwa dhakwa dhakwa
dhakwa dhakwaaaaaa
[verse 2]
vanoziva virgo ndinosimudza mafans
mr masvingo ndinorocka mudance
vane godo vanofinhikana asi hazvina basa
ndimwari vakandipa yacho chance
konshens paakaimba song buss a blunk
alkaline anga ari paside ari pastan
junior virgo
see adi headlines
written fi yah eight lines
[chorus]
gyal take a middle skin out a hole
camera man shine pun yah call
yuh nuh f-ck buh nuttin
gyal enjoy your life so more
ndakadhakwa dhakwa dhakwa dhakwa
dhakwa dhakwa
ndinoimba ndakadhakwa dhakwa dhakwa
dhakwa dhakwaaaaaa
you have many gyals
dhakwa dhakwa dhakwa
dhakwa dhakwa dhakwaa
ndinoimba ndakadhakwa dhakwa dhakwa
dhakwa dhakwaaaaaa
[intro]
ndakapfeka suit yangu yepurple
junior virgo thus mi level
decent alkaline change you
vanoziva kuti ini ndinoimba so-oo-ooo
dhakwa dhakwa dhakwa
dhakwa dhakwa dhakwaa
ndinoimba ndakadhakwa dhakwa dhakwa
dhakwa dhakwaaaaaa
__________end______________
Random Song Lyrics :
- historien om mig - fabeldyret lyrics
- world people - basketmouth lyrics
- morning star - morning star lyrics
- abena - jahboy wizy lyrics
- neverfuckwithmii - freddie dredd lyrics
- aloha - valley boy lyrics
- waiting on the other side - jorn van deynhoven lyrics
- someone else - harris hope lyrics
- far away - empty lyrics
- selciato di sabato - il richard lyrics