lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

mumwe wangu - kazz khalif lyrics

Loading...

“mmm mm”
kazz khalif
yeah
“check”

rudo ruzere mumoyo
nderwako kani mumwe w*ngu
rudo ruzere mumoyooo
nderwako kani mumwew*ngu
nderwako, rwako
nderwako kani mumwe w*ngu
nderwako, rwako
nderwako kani mumwew*ngu

mumwe w*ngu
“mumwe w*ngu”
nderwako kani mumwe w*ngu
mumwe w*ngu
“hmm”
nderwako kani mumwe w*ngu
“ohhh”

chero vakati imi muchazvirega
tomiririrei tomirireiko
muchazvirega
tomirirei tomirireiko

rudo ruri mumoyo mangu
nderwako kani mumwe w*ngu
rudo ruri mumoyo mangu
nderwako kani mumwew*ngu

ayiwa ndozama
kuzamira iwe
zvine kakunakidza kana tiri pamwe
chero ndikangwava
ndongwavira iwe
zvine kakunakidza kana tiri pamwe

mumwe w*ngu
ndеrwako kani mumwe w*ngu
mumwe w*ngu
“hmm”
nderwako kani mumwе w*ngu

rudo ruri mumoyo mangu
nderwako kani mumwe w*ngu
rudo ruri mumoyo mangu
nderwako kani mumwew*ngu

nderwako, rwako
nderwako kani mumwe w*ngu
nderwako, rwako
nderwako kani mumwew*ngu
mumwe w*ngu
“mumwe w*ngu”
nderwako kani mumwe w*ngu
mumwe w*ngu
“hmm”
nderwako kani mumwe w*ngu

Random Song Lyrics :

Popular

Loading...