
ngatimukudze (traditional hymn) - kudzie nyakudya lyrics
Loading...
ngatimukudze mwari
nemwoyo inofara,
tsitsi dzake ihuru
dzinoitirwa isu.
anoraira zuva
rivhenekere nyika:
tsitsi dzake ihuru
dzinoitirwa isu.
zvinhu zvose zvipenyu
zvinoponiswa naye,
tsitsi dzake ihuru
dzinoitirwa isu.
anotikwanisawo
anoda kuk-mbirwa;
tsitsi dzake ihuru
dzinoitirwa isu.
kana tiri panhamu
tinochengetwa isu;
tsitsi dzake ihuru
dzinoitirwa isu.
mwana wake wakafa
kuti tipinde denga;
tsitsi dzake ihuru
dzinoitirwa isu.
ngatimukudze mwari
nemwoyo inofara;
tsitsi dzake dziripo
dzisingaperi idzo.
Random Song Lyrics :