
kukura kwedu - leonard dembo lyrics
[verse 1: leonard dembo]
baba namai remekedzanaiwozve
kudzanaiwo vana venyu tigarike
baba namai remekedzanaiwozve
kudzanaiwo vana venyu tigarike
amai kana baba vakanganisa ava
dzorai moyo vana venyu tigarike
amai kana baba vakanganisa ava
dzorai moyo vana venyu tigarike
baba kana amai vakutadziraika
dzorai moyo vana tikure nerugare
baba kana amai vakutadziraika
dzorai moyo vana tikure nerugare
[verse 2: leonard dembo]
kana mukasiyana imwi baba namai honaika
kana kukura kwedu kunozotinetsa
kana mukasiyana imwi baba namai honaika
kana upenyu hwedu hunozotinetsa
rangarirai nhamo iya babaka munoiziva iyi
kana kupinda chikoro kunozotinetsa
rangarirai nhamo iya babaka munoiziva iyi
kana chekupfeka chinozotinetsa
rangarirai nhamo iya amai munoiziva iyi
kana kukura kwedu kunozotinetsa
rangarirai nhamo iya amaika munoiziva iyi
kana upenyu hwedu hunozotinetsa
rangarirai nhamo iya babaka makarutamba imi
kana kupinda chikoro kunozotinetsa
rangarirai nhamo iya babaka makarutamba imi
kana chekupfeka chinozotinetsa
rangarirai nhamo iya amaika makaiwona imi
kana kukura kwedu kunozotinetsa
rangarirai nhamo iya amaika munoiziva imi
kana upеnyu hwedu hunozotinetsa
Random Song Lyrics :
- flight to niantic - joshua lanuarii lyrics
- insomnia - robin's ghost lyrics
- dilemma - zatru lyrics
- drosjekø - 3 busserulls lyrics
- flames - cristal vittoria rizzi lyrics
- there you are - chloe george lyrics
- dilemme - kridnevy lyrics
- all my tomorrows - nancy wilson lyrics
- текст песни "не верну" - starkaid lyrics
- nav ko - i mean love lyrics