lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

mai nevana navo - leonard dembo lyrics

Loading...

[verse 1: leonard dembo]
mai vane vana vavo
vanovandenderedza
vanovandenderedza
hapana wavanorasa

[verse 2: leonard dembo]
mai vane vana vavo
vanovandenderedza
vanovandenderedza
hapana wavanorasa

[verse 3: leonard dembo]
kunyangwe rikava benzi, vanongondenderedza
vanongondenderedza
havarase kana mumwe

[verse 4: leonard dembo]
kunyangwe rikava benzi, vanongondenderedza
vanongondenderedza
havarase kana mumwe

[verse 5: leonard dembo]
kana mukaenda mukavaona mhai
munditumira tsamba
kana kunditumira shoko
kana mukaenda mukavaona mhai
munditumira tsamba
kana kunditumira shoko
[verse 6: leonard dembo]
kana ndiri kure mhai
ndichatumira tsamba
kana kungotumira shoko
kana ndiri kure mhai
ndichatumira tsamba
kana kungotumira shoko

[verse 7: leonard dembo]
mukoma shandai muchifunga k*musha
mukoma shandai muchifunga k*musha
makakura muri nherera hanzvadzi
amai vakatambura nesu
mukoma shandai muchifunga k*musha
mukati dendеra mangwana moenda k*musha
mukati dendera mangwana moеnda k*musha
mukati dendera mangwana moenda k*musha
mukati dendera mangwana toenda k*musha
tikati dendera mangwana toenda k*msha
kwatinoona vadiwa vamukoma
tikati dendera mangwana tofunga k*musha
ndikafunga dendera mangwana ndoenda k*musha

[outro: leonard dembo]
vakoma tsamba ndakaiona zvese ne shoko zvakasvika
zvino ndanga ndati munditumirewo shuka ne chingwa ndakuvara ne drought kuno

Random Song Lyrics :

Popular

Loading...