
seiko - leonard dembo lyrics
[verse 1]
seiko? seiko?
seiko mudiwa uchitiza pamba?
seiko? seiko?
seiko mudiwa uchitiza pamba?
seiko? seiko?
seiko vadiwa muchisiya misha?
[verse 2]
seiko? seiko?
seiko mudiwa uchitiza pamba?
seiko? seiko?
seiko mudiwa uchitiza pamba?
seiko? seiko?
seiko vadiwa muchisiya misha?
seiko? seiko?
seiko vadiwa muchisiya misha?
hama dzangu hadzindide mudiwa
ndisina ndarama
hama dzangu hadzindide mudiwa
ndisina ndaramba
wauya, wauya, wauya mudiwa
ndava nerugare
wauya, wauya, wauya mudiwa
ndava nerugare
[verse 3]
enda zvako mudiwa w*ngu handichakuda
gara zvako mudiwa w*ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w*ngu hauchandida
zvako iwe mudiwa w*ngu ndozvakanaka
zvangu ini mudiwa w*ngu ndezvemahumbwe
zvako iwe mudiwa w*ngu ndozvakanaka
zvangu ini mudiwa w*ngu ndezvemahumbwe
gara zvako mudiwa w*ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w*ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w*ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w*ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w*ngu hauchandida
[outro]
asi iwe mudiwa uri mayazi
Random Song Lyrics :
- fuego - klan lyrics
- tu falas - waze lyrics
- roll in peace (original) - kodak black lyrics
- me gusta - lao ra lyrics
- sorte que cê beija bem (ao vivo) - bia macedo lyrics
- as long as i have a song - beth hart lyrics
- life in colour - wallabies lyrics
- gypsy in me - bonnie raitt lyrics
- canción de luna - valmo lyrics
- please you more - commissioned lyrics