lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

sheri unodada - leonard dembo lyrics

Loading...

[chorus: leonard dembo]
mukoma handei k*musha tionoona nhamo dzinonetsa amai na baba (k*musha)
hanzvadzi yangu handei k*musha tionoona nhamo dzinonetsa amai na baba (k*musha)
vanogunun’una amai na baba k*musha vana vatakazvara (vanoiteiko)
husiponono hwese hwauinahwo hwakabva kuna mai na baba k*musha
nhasi sheri wodada wakafurirwa zvako uchandifungawo rimwe zuva
ndaiedzawo pandaigona kukupa zvandaiwana zvishoma
(ndaingoda rudo rwakakwana chete sheri, uchindibatawo somumwe wako chete)

Random Song Lyrics :

Popular

Loading...