
shiri yakangwara - leonard dembo lyrics
[chorus: leonard dembo]
shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
kondo inovaka imba yayo pamanhenga kuti
pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe
kondo inovaka imba yayo pamanhenga
kuti pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe
inokandira mazai akafanana nevhu
iyo hurekure kuti vanhu vasaona, ngwara iwe
[chorus: leonard dembo]
shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
kondo inovaka imba yayo pamanhenga
kuti pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe
zano rako chete, ndiro guru pak*misa bango rako
zano rako chete, ndiro guru pak*misa musha wako
hana yako chete, ndiwo musimboti wezvaunoronga
hana yako chete, ndiwo musimboti wezvaunofunga
zano rako chete ndiro guru pak*misa bango rako
Random Song Lyrics :
- fuck it up - 3hree-d lyrics
- feliz con poco, aunque quiera más - oddliquor lyrics
- on&off - sapsinartra lyrics
- easy - chan le lyrics
- 君が星になるまで (kimi ga hoshi ni naru made) - akb48 lyrics
- ラブレター (love letter) - yoasobi lyrics
- ton derrière - alwio lyrics
- todgeweiht - tom angelripper lyrics
- memories - not a fox lyrics
- for a dancer - venice (us) lyrics