lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

tezvara - leonard dembo lyrics

Loading...

[verse 1: leonard dembo]
tezvara vangu ndingavatenda neiko, vakandizvarira chinanaidze changu wo?
ambuya vangu ndingavatenda neiko, vakandizvarira chinanaidze changu wo?

[verse 2: leonard dembo]
handina ruvengo
handivavengi
handina ruvengo

[outro: leonard dembo]
chakanaka chete kuroorerana
ngatikudzei chete kuroorerana

Random Song Lyrics :

Popular

Loading...