chigamba - marshall munhumumwe lyrics
nhaiwe shamwari wachiveiko?
waiuya seunondida, iwe uri mharadzi
wave kunge chigamba chitema pajira jena
chinoonekwa kuipa kwacho, nemunhu wese
pamusoro pechinangwa chako chekunditorera pfuma yangu
moyo wako wakasviba kupfuura utema hwauinahwo
wavavarira kutora pfuma yangu rakacheka nyika haunyari
sori zvako shamwari wanyangira yaona iwe
ndine hurombo shamwari wanyangira yaona iwe

pamusana pechinangwa chako chekunditorera pfuma yangu
moyo wako wakasviba kupfuura utema hwauinahwo
wavavarira kutora pfuma yangu rakacheka nyika haunyari
sori zvako shamwari wanyangira yaona iwe
ndine hurombo shamwari wanyangira yaona iwe
tsvee haunyare kuda kutora pfuma yangu
tsvee haunyare sevenza yako shamwari
tsvee haunyare kuda kutora pfuma yangu
tsvee haunyare sevenza yako shamwari
tsvee haunyare kuda kutora pfuma yangu
tsvee haunyare sevenza yako shamwari
Random Song Lyrics :
- tragedy - the underdog misfit lyrics
- ministering $pirits - 6th$ithlord lyrics
- pochtar - ykm lyrics
- numb - the broken fox lyrics
- hustle hai - icyhymn lyrics
- fresh pink sunset kickin your ass - togayther lyrics
- your history - feelswithcaps lyrics
- what am i to do - ralph graham lyrics
- was du hast - e.k. lyrics
- get to a bag - dj lucas lyrics