
nzizi - ndi kacee lyrics
[intro: ndi kacee]
zo*zororai murugare
zo*zororai murugare
zorororai murugare
(takue*made*the*beat)
[chorus: ndi kacee]
nzizi, nzizi
misodzi inoyerera matama senzizi, nzizi
vakatisiya aiwa vazhinji, vazhinji
asi tinovimba kuti mwari*iii munovachengetedza
uh*huh
[verse 1: ndi kacee]
ndiani
ko ndiani
angapotswe*wo nerufu, rufu
ndiani
ko ndiani
angapotswe*wo nekufa, kufa
eh, vakamotora vose
panyika yose, mugere mose
pamwe maitora dzinza rose
zvatozvachose havachadzoke vose
dai zviri nyore nyore
mavhura denga tivaone
dai zviri nyore nyore
mavhura denga tivaone
[chorus: ndi kacee]
nzizi, nzizi
misodzi inoyerera matama senzizi, nzizi
vakatisiya aiwa vazhinji, vazhinji
asi tinovimba kuti mwari*iii munovachengetedza
uh*huh
[verse 2: ndi kacee]
vadzimu woyee (vadzimu woye)
ndiratidzei zuva rekufa kw*ngu
nyadenga woye (nyadenga woye)
ndiratidzei zuva rekufa
dai taiziva misi nenguva
taigara tachera makuva
chero jorodhani rebhabhatizima
taigara tatotori yambuka
asi hatizivi misi nenguva
tongok*mbira mutiwedzere zuva
asi hatizivi misi nenguva
tongok*mbira muwedzere mazuva
[chorus: ndi kacee]
nzizi, nzizi
misodzi inoyerera matama senzizi, nzizi
vakatisiya aiwa vazhinji, vazhinji
asi tinovimba kuti mwari*iii munovachengetedza
uh*huh
[bridge: ndi kacee]
zo*zororai murugare
zo*zororai murugare
zorororai murugare
[outro: ndi kacee]
nzizi, nzizi
nzizi, nzizi
vazhinji, vazhinji
mwari*iii munovachengetedza
uh*huh
Random Song Lyrics :
- when you go out tonight - western daughter lyrics
- flutterbies - rensay lyrics
- the one - lil kross lyrics
- only girl - kali uchis lyrics
- when you're my age - fernando tort lyrics
- found my religion - jmr lyrics
- damaged, justice - rancid anarchy lyrics
- outlandish - 3is lyrics
- always - matt wills lyrics
- püf - çağrı sinci lyrics