
mapurisa - neville sigauke lyrics
chorus
takati tichinoratidzira
pane chakaputika
ambuya vakatomuka
takabatwa nemapurisa
kati tichinoratidzira
chakabva chatoputika
sekuru vakasvetuka imi
takarohwa nemapurisa
hook
mapurisa
takabatwa namapurisa
mapurisa
takarohwa namapurisa
verse i (massive wekubigdogs)
imi zvakaoma kunge dombo
musoro pasi pe jombo
ndine zvinhu hobho zvaindivava kunge jobho
amana gen’a takatsikwa
apa misika ichikikwa
vanhu vakuru vana vadiki nechembere dzaibikwa
ndakanzi kana usina forty rara pasi ubvise short
pora hako tyora hako coz uchanotsva ku court
harahwa nechembere zvaitomhanya sedererere
ini ndabvunza emanuwero kunge dhuterere
kuti why zvichidai vamwe vanhu kuita die, kuroverwa marudyiso kodzero
dziripai?
or maybe handina kodzero or maybe ndingori kodza
ndosaka vachitishora coz maybe tingori mbodza
takabuda sekaboka mak*mbo akazotyoka
tichiti tirikugwaimba, pfuti dzatozokoka
imi takabatwa collar apa dzaitsikwa vola
zvakaoma kushaya mari zvakaoma kushaya dollar
chorus
takati tichinoratidzira
pane chakaputika
ambuya vakatomuka
takabatwa nemapurisa
kati tichinoratidzira
chakabva chatoputika
sekuru vakasvetuka imi
takarohwa nemapurisa
hook
mapurisa
takabatwa namapurisa
mapurisa
takarohwa namapurisa
verse ii (neville sigauke)
yuhwi maihwi
yuhwi maihwi
takarohwa nemapurisa
life yacho inenge chikorokoro
inoda kuramba yaka pushwa
dai ndanga ndine chikopokopo
ndaibva ndangochi bhururutsa (and fly away)
asi ku quiter ini never
militant gamba rinodyira mugomba
reshumba saka try me ndapota
ndorwisa kusvika zuva rapota
i swear imi officer you don’t play fair
don’t you see i’m fighting for you as well
so that our kids can have a better life
never mind your hand cuffs are too tight
chorus
kati tichinoratidzira
pane chakaputika
ambuya vakatomuka
takabatwa nemapurisa
kati tichinoratidzira
chakabva chatoputika
sekuru vakasvetuka imi
takarohwa nemapurisa
hook
mapurisa
takabatwa namapurisa
mapurisa
takarohwa namapurisa
outro
fight for your fight for your rights
stand for your stand for your rights
fight for your fight for your rights
stand for your stand for your rights
fight for your fight for your rights
stand for your stand for your rights
fight for your fight for your rights
stand for your stand for your rights
Random Song Lyrics :
- la katti ft. nawaj ansari - emikid lyrics
- 9 cocked - krucifix klan lyrics
- audi bande - kolja goldstein lyrics
- myliu - vaidas baumila lyrics
- marte - el virtual lyrics
- maestra di sostegno - lupi negvi lyrics
- christmas cake - yn jay & rmc mike lyrics
- tóxica (remix) - jan blakeee lyrics
- ready for love - k-nightcore lyrics
- tunnel vision - unlymited lyrics