ndine mubvunzo - nicholas zakaria lyrics
[verse 1: nicholas zakaria & al!ck macheso]
varume*ee*ee ndave nemubvunzo, chinonzi rudzi chiiko? ini zvandinetsa zvandinetsaaa

mwari vakasika vanhu vaviri, mukadzi nemurume havana kusika rudzi vakasika chinonzi munhu

komungomani akabva nekupikoo
komuzeruru akabva nekupikoo
komuchikunda akabva nekupikoo
komundevere akabva nekupikoo
kuvanemarudzi ndiko kwakakonzera, kutsvinyirana, kusarura pasi rose nekuda kwemarudzi

[verse 2: nicholas zakaria & al!ck macheso]
baba tisarurireiwooo pfungwa
baba tisarurireiwooo pfungwa
mwari tisarurireiwooo pfungwa
mwari tisarurireiwooo pfungwa
[chorus: nicholas zakaria & al!ck macheso]
chatinotsvaga chiiko varume*ee*ee, tsitsiii rudooo, ndivo zvingatotibatanidza

hapana anonzi ndiye wekw*ngu munhu wese ihama yako, hapana hapana chinonzi rudziii

Random Song Lyrics :
- hell ain't hard to find - ugly kid joe lyrics
- tell my haters - lil skies lyrics
- color me true - sly and the family stone lyrics
- wschodnia teoria - da dope clan lyrics
- all around the world - madame mayhem lyrics
- happi song - the fall lyrics
- my last nerve - zavage lyrics
- gör det igen - markoolio lyrics
- la serie b - francesca michielin lyrics
- beginning of the end - robert delong lyrics