lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

ruregerero - nicholas zakaria lyrics

Loading...

[verse 1: zakaria & macheso]
ndak*mbira ruregerero zvikuru kwazvo
ndak*mbira ruregerero dzinza rekw*ngu
ndak*mbira ruregerero zvikuru kwazvo
ndak*mbira ruregerero dzinza rekw*ngu
imi makafa ini ndisati ndaberekwa
makafa nezvenyu zvakakuurayai
imi makafa ini ndisati ndaberekwa
makafa nezvenyu zvakakuurayai
ini ndichafa nezvangu kana nguva yakwana
hatidi kutambudzana imi vedzinza rekw*ngu
ini ndichafa nezvangu kana nguva yakwana
hatidi kutambudzana imi vedzinza rekw*ngu

[chorus: zakaria & macheso]
ukafa une shungu ngwarira k*muka
chipoko, ngozi, shavi nechidzangaradzimu
ukafa une shungu ngwarira k*muka
chipoko, ngozi, shavi nechidzangaradzimu
ukafa une kubatabata ngwarira k*muka
nyoka inoruma kutambudza vapenyu
ukafa une kubatabata ngwarira k*muka
nyoka inoruma kutambudza vapenyu
shungu dzako ndedzeiko muka uite mupenyu
kwete k*muka chipoko apo ndaramba
shungu dzako ndedzeiko muka uite mupenyu
kwete k*muka chipoko apo ndaramba
[verse 2: macheso]
seiko vedzinza muchidaro vana?
seiko vedzinza muchidaro vana?
seiko vedzinza muchidaro isu?

[chorus: zakaria & macheso]
ukafa neshungu ngwarira k*muka
chipoko, ngozi, shavi nechidzangaradzimu
ukafa neshungu ngwarira k*muka
chipoko, ngozi, shavi nechidzangaradzimu
ukafa nekubatabata ngwarira k*muka
nyoka inoruma kutambudza vapenyu

[outro: macheso]
ahuweiweiwe ahuweiweiwe
ahuweiweiwe ahuweiweiwe
ahuweiweiwe ahuweiweiwe
ahuweiweiwe ahuweiweiwe
ahuweiweiwe ahuweiweiwe

Random Song Lyrics :

Popular

Loading...