
mai varamba - oliver mtukudzi lyrics
[chorus]
(aiwa ba, aiwa ba, aiwa ba)
mai varamba ava, mai varamba (aiwa ba)
mai varamba ava, mai varamba, varamba (aiwa ba)
mai varamba ava, mai varamba
varamba amai varamba mai (aiwa ba)
[verse 1]
hanzi wotosairira semombe
chachigondora chozvitungira (aiwa ba)
wotosairira semombe
chachigondora chozvitungira (aiwa ba)
wotosairira semombe
chachigondora chozvitungira (aiwa ba)
wotosairira semombe
chachigondora chozvitungira ichi (aiwa ba)
[chorus]
aiwa ba
aiwa ba
aiwa ba
aiwa ba
[verse 2]
maimuyemedza mwana k*muyemedza kudai
mai varamba (aiwa ba)
maimuyemedza mwana k*muyemedza boy
mai varamba ava (aiwa ba)
humuyemedza mwana k*muyemedza boy
mai varamba ava (aiwa ba)
hanzi wotosairira semombe
chachigondora chozvitungira (aiwa ba)
wotosairira semombe
chachigondora chozvitungira (aiwa ba)
wotosairira semombe
chachigondora chozvitungira ichi (aiwa ba)
aiwa ba, aiwa ba, aiwa ba
rudo rwudziiko kuyemedza mwana komana (aiwa ba)
rudo rwudziiko kuyemedza mwana komana (aiwa ba)
ndozviziva ndiye ega mwana komana pamusha pano (mai varamba) (aiwa ba)
ndozviziva ndiye ega mwana komana
pamusha uno, mai varamba ava
kuzviziva kuti ndiye ega mwana komana shuwa
mai varamba ava (aiwa ba)
hanzi wotosairira semombe chachigondora chozvitungira ichi (aiwa ba)
wotosairira semombe chachigondora chozvitungira (aiwa ba)
wotosairira semombe chachigondora chozvitungira ichi
aiwa ba, aiwa ba
mai varamba ava mai varamba varamba varamba amai
mai varamba ava mai varamba ka mai varamba ava
hanzi wotosairira semombe chachigondora chozvitungira (aiwa ba)
wotosairira semombe chachigondora chozvitungira ichi (aiwa ba)
wotosairira semombe chachigondora chozvitungira ichi (aiwa ba)wotosairira semombe chachigondora chozvitungira (aiwa ba)
wotosairira semombe chachigondora chozvitungira (aiwa ba)
wotosairira semombe chachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Random Song Lyrics :
- xan in my dick - conestack lyrics
- long way - 1k phew lyrics
- rick e morty vs. phineas e ferb | duelo de titãs - 7minutoz lyrics
- f**k jake paul - 200down lyrics
- paura del buio - birø lyrics
- abençoado - rey jeff lyrics
- better - ian grey lyrics
- dans le brouillard - epta lyrics
- 30 grand - faith in foxholes lyrics
- cadillac - in2it lyrics