ndakuvara - oliver mtukudzi lyrics
sheidza mai vemwana ndakuvara
pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
dana mai vemwana ndakuvara
pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
ndaiti chicha toredzera vakuru
pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
nyamba chaifuratira vakuru
pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
ndaichiyeva chiri mumakura
ndaiti mangwana tingazobopawo
chichandirimira chazokura
pidigu mai vemwana chandipfuura
sheidza mai vemwana ndakuvara
pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
dana mai vemwana ndakuvara kuno
pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
ndaiti chicha toredzera vakuru vacho
pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
nyamba chaifuratira vakuru vaya
pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
ndaichiyeva chiri mumakura (ahhh)
ndaiti mangwana tingazobopawo isu (ahhh)
chichandirimira chazokura (ahhh)
pidigu mai vemwana chandikunda
ndaichichiva tiri mumakura (ahhh)
ndaiti mangwana ndingazobopawo (ahhh)
chichandirimira chazokura (ahhh)
pidigu mai vemwana chandikunda
sheidza mai vemwana ndakuvara
pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
dana mai vemwana ndakuvara
pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
ndaiti chicha toredzera vakuru vacho
pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
nyamba chaifuratira vakuru vacho
pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
ndaichichiva chiri mumakura (ahhh)
ndaiti mangwana ndingazobopawo (ahhh)
chichatirimira chazokura (ahhh)
pidigu mai vemwana chandipfuura
ndaichiyeva chiri mumakura (ahhh)
ndaiti mangwana tingazobopawo (ahhh)
chichatirimira chazokura (ahhh)
pidigu mai vemwana chandipfuura
Random Song Lyrics :
- paralyzed - black water rising lyrics
- sijinoisz - bdrsijinoisz lyrics
- smoke pack - jonoftf lyrics
- keep me - summrs lyrics
- świat - malan (pol) lyrics
- cinderella - סינדרלה - rockfour - רוקפור lyrics
- iraq - psychiko (пси́хико) lyrics
- ultravioleta - pol granch lyrics
- this is not real? - lil icecreamxx lyrics
- mala suerte - lit killah & tuli lyrics