
rirongere - oliver mtukudzi lyrics
[intro]
kare haagare ari kare
nhasi haarambe ari nhasi
ramangwana rirongere
kare haagare ari kare
nhasi haarambe ari nhasi
ramangwana rirongere
ramangwana rirongere
ramangwana rirongere
[chorus]
chiro nechiro chinenguva yacho
ramangwana rirongere
chiro nechiro chinenguva yacho
ramangwana rirongere
chiro nechiro chinenguva yacho
ramangwana rirongere
ndokusaka chisingaperi
chisingaperi chinoshura
ndokusaka chisingaperi
ramangwana rirongere
ndokusaka chisingaperi
chisingaperi chinoshura
ramangwana rirongere
[post*chorus]
kare haagare ari kare
nhasi haarambe ari nhasi
ramangwana rirongere
ramangwana rirongere
ramangwana rirongere
kare haagare ari kare
nhasi haarambe ari nhasi
ramangwana rirongere
ramangwana rirongere
ramangwana rirongere
[chorus]
chiro nechiro chinenguva yacho
ramangwana rirongere
chiro nechiro chinenguva yacho
ramangwana rirongere
chiro nechiro chinenguva yacho
ramangwana rirongere
ndokusaka chisingaperi
chisingaperi chinoshura
ndokusaka chisingaperi
ramangwana rirongere
ndokusaka chisingaperi
chisingaperi chinoshura
ramangwana rirongere
[verse]
richinyura ramangwana rine zvaro
parinonyura ramangwana rine zvaro
kungonyura ramangwana rine zvaro
kuseri kwemadokero hakuna ane ruzivo
kuseri kwemadokero hakuna huchenjeri
kuseri kwemadokero hapana anoziva
baba wekani
ramangwana rirongere
[chorus]
chiro nechiro chinenguva yacho
ramangwana rirongere
chiro nechiro chinenguva yacho
ramangwana rirongere
chiro nechiro chinenguva yacho
ramangwana rirongere
ndokusaka chisingaperi
chisingaperi chinoshura
ndokusaka chisingaperi
ramangwana rirongere
ndokusaka chisingaperi
chisingaperi chinoshura
ramangwana rirongere
[instrumental solo]
[chorus]
chiro nechiro chinenguva yacho
ramangwana rirongere
chiro nechiro chinenguva yacho
ramangwana rirongere
chiro nechiro chinenguva yacho
ramangwana rirongere
ndokusaka chisingaperi
chisingaperi chinoshura
ndokusaka chisingaperi
ramangwana rirongere
ndokusaka chisingaperi
chisingaperi chinoshura
ramangwana rirongere
[verse]
richinyura ramangwana rine zvaro
parinonyura ramangwana rine zvaro
kungonyura ramangwana rine zvaro
kuseri kwemadokero hakuna ane ruzivo
kuseri kwemadokero hakuna huchenjeri
kuseri kwemadokero hapana anoziva
baba wekani
ramangwana rirongere
[outro]
chiro nechiro chinenguva yacho
ramangwana rirongere
chiro nechiro chinenguva yacho
ramangwana rirongere
chiro nechiro chinenguva yacho
ramangwana rirongere
ndokusaka chisingaperi
chisingaperi chinoshura
ndokusaka chisingaperi
ramangwana rirongere
ndokusaka chisingaperi
chisingaperi chinoshura
ramangwana rirongere
chisingaperi chinoshura
Random Song Lyrics :
- focus - flojodido lyrics
- movement - vmc (vismajor company) lyrics
- lei - i pipistrelli lyrics
- health 227 - its9now lyrics
- ghost me - a.j. crew lyrics
- come back - jeangu macrooy lyrics
- die besten sterben nie - willkuer lyrics
- garek nangise - derradru lyrics
- halloween - pgf nuk lyrics
- не нужна (not needed) - kr1zer lyrics