
shanda - oliver mtukudzi lyrics
[intro: oliver mtukudzi]
munendinangara imi muneti ijee
munendinangara muneti ijee
shanda mwana shanda nesimba
munendinangara imi muneti ijee hona
munendinangara muneti ijee
shanda mwana shanda nesimba
wendinangara iwe uneti ijee seiko
munendinangara muneti ijee
shanda mwana shanda nesimba
[bridge: oliver mtukudzi]
kwenyu k*mishando ndinosvika handiseki (handiseki)
ndinoremekedza wani (shanda)
ndeshandira mhuri yangu
ndeshandira mhuri yangu varume
ndeshandira kurarama
ndeshandira kurarama vakomana
basa rangu kufara
basa rangu kutamba varume
basa rangu kuyimba
basa rangu kufadza iwewe
munendinangara muneti ijee
shanda mwana shanda nesimba
ndeshandira mhuri yangu
ndeshandira mhuri yangu varume
ndeshandira kurarama
ndeshandira kurarama vasikana
basa rangu kufara
basa rangu kutamba varume (ahh)
basa rangu kuyimba
basa rangu kushanda iwewe
[chorus: oliver mtukudzi]
munеndinangara muneti ijee
shanda mwana shanda nesimba
munendinangara munеti ijee
shanda mwana shanda nesimba
munendinangara muneti ijee
shanda mwana shanda nesimba
kwenyu k*mishando ndinosvika handiseki (handiseki)
ndinoremekedza wani (shanda)
bampampapapa bampampapapa pepepepe
(pepe) humpapapapa pete pepe humpupu pepepepe
bampampapapa bampampapapa pepepepe
humpapapapa pete pepe humpupu pepepepe
piroo (inaudible mumbling in sync with guitar)
ndeshandira mhuri yangu
ndeshandira mhuri yangu varume
ndeshandira kurarama
ndeshandira kurarama vakomana
basa rangu kufara
basa rangu kutamba varume
basa rangu kuyimba
basa rangu kufadza iwewe
munendinangara muneti ijee
shanda mwana shanda nesimba
ndeshandira mhuri yangu
ndeshandira mhuri yangu varume
ndeshandira kurarama
ndeshandira kurarama vakomana
basa rangu kufara
basa rangu kutamba varume
basa rangu kuyimba
basa rangu kufadza iwewe
munendinangara muneti ijee
shanda mwana shanda nesimba
munendinangara muneti ijee
shanda mwana shanda nesimba
munendinangara muneti ijee
shanda mwana shanda nesimba
kwenyu k*mishando ndinosvika handiseki (handiseki)
ndinoremekedza wani (shanda!)
(applause)
Random Song Lyrics :
- dr melfi - bclops lyrics
- sitting in silence - cehryl lyrics
- designer drugs - weiland lyrics
- deine stimme - liquit walker lyrics
- so tell me mrs. lincoln aside from that how was the play? - sparks lyrics
- master of puppets - dream theater lyrics
- fixing a faucet - the velvet teen lyrics
- levels (steven redant dub mix) - nick jonas lyrics
- end of the dream (synthesis) - evanescence lyrics
- romance is dead - iris (no) lyrics