
munezvose - sharon manyika lyrics
mwari baba
ndauya mberi kwenyu
kuzotenda nerumbidzo zvikuru
mashoko angu haakwani asi zvandinazvo ngazvikupei mbiri
mbiri mbiri
munezvose, ndoona simba renyu
nguva dzose, munondigonera
munezvose munondipa mufaro
nguva dzose hamushanduke,
munezvose, ndoona simba renyu
nguva dzose, munondigonera
munezvose munondipa mufaro
nguva dzose hamushanduke
munezvose
eih, eih munezvose
eih, eih munezvose
nguva dzose hamushanduke
ndadzokazve ndipeio mukana
wekutenda zvose mandiitira
mashoko angu haakwani
asi zvandinazvo ngazvikupei mbiri
mbiri mbiri
munezvose, ndoona simba renyu
nguva dzose, munondigonera
munezvose munondipa mufaro
nguva dzose hamushanduke,
munezvose, ndoona simba renyu
nguva dzose, munondigonera
munezvose munondipa mufaro
nguva dzose hamushanduke
munezvose
eih, eih. munezvose
eih, eih
nguva dzose hamushanduke, munezvose
eih, eih munezvose
come let us shout for joy to the lord
come let us shout for joy to the lord, yeah
aaaah, aaah eieeh
come let us lift our hands to the lord
come let us clap our hands for the lord (munezvose)
doesn’t matter what you are going through
come come (nguva dzose hamushanduke)
munezvose
Random Song Lyrics :
- nije srce moje jabuka - mira škorić lyrics
- the in-between - johnée lyrics
- dusk til dawn - sannin (jpn) lyrics
- w tę noc - skalar lyrics
- nun 2 me - sugarhill keem lyrics
- mark (acapella song) - suzana ristić lyrics
- broken like me - citizen soldier lyrics
- t33nagers - meg myers lyrics
- sign on my mind - dr. strangely strange lyrics
- free - strive to be lyrics