mashura - tidech lyrics
hook
aaah
maoko mudenga tichiimba toyi*toyi kunge vanhu vari ku demonstrator
tine ma chicks edu hobho plus whiskey nema godo zuva rese tichi celebrator
maoko mudenga tichiimba toyi*toyi kunge vanhu vari ku demonstrator
tine ma chicks edu hobho plus whisky nema godo zuva rese tichi celebrator
handina k*mboziva kuti zvichadai so
handina k*mboketa kuti tichadaiso
tangobva den makuseni nekajagwa kasina basa
mu account mabva mangopinda thaza
handina k*mboziva kuti zvichadai so
handina k*mboketa kuti tichadaiso
tangobva den makuseni nekajagwa kasina basa
mu account mabva mangopinda thaza
verse i
jongwe muromo dzvii, kubuda mugudza na 6
hapana activity, mdhara andituma muma streets
ndamboda kurova tobo, ndabatwa ne temptation
ndapihwa ma key emota, hanzi enda pa service station
runhare kuna mike “ngatisangane pacorner”
10 bond yemaputi nhasi zvakaoma
dhumha*dhumha ne njuzu apa mota ndichimona
ndazongonzwa prrr prrr senge pane aphona
mashura a gorgina, hana kurova yambomira
kuona zvisionekwi ndichiridza carolina
ma brakes dzvii ndichivhura tsamba yepa mbozha
ecocash chii chii mapinda mari gozha
brain dzavhiringika, ndatadza kugadzikana
mike a believiswa ndobva asheedza vana
chek*mirira hapana, tak*mbotamba happy
full blast pama speaker, ndavhura gap
hook
maoko mudenga tichiimba toyi*toyi kunge vanhu vari ku demonstrator
tine ma chicks edu hobho plus whisky nema godo zuva rese tichi celebrator
maoko mudenga tichiimba toyi*toyi kunge vanhu vari ku demonstrator
tine ma chicks edu hobho plus whiskey nema godo zuva rese tichi celebrator
handina k*mboziva kuti zvichadai so
handina k*mboketa kuti tichadaiso
tangobva den makuseni nekajagwa kasina basa
mu account mabva mangopinda thaza
handina k*mboziva kuti zvichadai so
handina k*mboketa kuti tichadaiso
tangobva den makuseni nekajagwa kasina basa
mu account mabva mangopinda thaza
verse ii
ecocash yabva kupiko iyi? [dough major]
haaaa zvine basa rei?
kana yapinda mangu kuidya ndinotadza nei???
zita handirizive saka don’t stress me
idenga raita nyasha, haaa god blessed me
hwahwa hunonaka, takutamba sadaka
braai stand yabaka, sausage pamupaka
nyama nemagaka, cooler box ma1
ma spice; chakalaka, happiness ka1
torai ma picture muchibhambhisa besu
terera zvandosasa, nhasi ndini shefu
hona matsaga aya, ada kutamba nesu
tichidya mari yeminana, ndotenda jesu
yauya nemanhede, ndoispenda sebenzi
nhasi chakabheuka, nzenza dzajamba fenzi
imbwa mu butcher, nhasi chakabvondoka
musazoudza vanhu hatidi vanodh0m*ko
zvazvemashiripiti, muzukuru wandunge
hwechirungu unonaka plus hwedu hwemapfunde
vana vorasa hunhu, vachingojibilika
apa gwan bad ari pacorner zvake akasticka
hook
maoko mudenga tichiimba toyi*toyi kunge vanhu vari ku demonstrator
tine ma chicks edu hobho plus whiskey nema godo zuva rese tichi celebrator
maoko mudenga tichiimba toyi*toyi kunge vanhu vari ku demonstrator
tine ma chicks edu hobho plus whisky nema godo zuva rese tichi celebrator
handina k*mboziva kuti zvichadai so
handina k*mboketa kuti tichadaiso
tangobva den makuseni nekajagwa kasina basa
mu account mabva mangopinda thaza
handina k*mboziva kuti zvichadai so
handina k*mboketa kuti tichadaiso
tangobva den makuseni nekajagwa kasina basa
mu account mabva mangopinda thaza
outro [dough major]
eh ko tidech, ndiri kubv’, ndiri kubva kutaura na mdhara ka, hanzi waiona here mari yanda sender, hanzi i mari ye fuel ka, haaa saka hameno kuti uchaita sei?
Random Song Lyrics :
- triangulo de amor bizarro - clotta lyrics
- deus do morro - detentos do rap lyrics
- a volte io mi perdo - gigi d'agostino lyrics
- teorias de viver - dance of days lyrics
- praieira - pedra letícia lyrics
- ojalá que la vida me alcance - los originales de san juan lyrics
- faça por mim - harmada lyrics
- aeromoça - amado batista lyrics
- maria...vida minha - marco paulo lyrics
- minha garota - raimundo soldado lyrics