chiriyo (see you) - tongai moyo lyrics
[verse 1]
chiriyo iwe sara ugarike, (mumwe w*ngu ndafunga zvekuzorora ka iwe)
[verse 2]
chiriyo iwe sara ugarike, (mumwe w*ngu ndafunga zvekuzorora ka iwe)
[verse 3]
zino rako rinoonekwa, (mukundituka ndafunga zvekutura mafemo)
[verse 4]
esimba rako rinoonekwa, (mukundirowa ndafunga zvekutura mafemo)
[verse 5]
amai vangu vanochema, (mwana w*ngu wapera nekuonda seiko)
[verse 6]
ebaba vangu vakasuwa, (mwana w*ngu wapera nekuonda seiko)
[verse 7]
ndakashingrira zvikaramba, (dhiya w*ngu ndafunga zvekusunga ndiende)
[verse 8]
ndakashingrira zvikaramba, (mumwe w*ngu ndafunga zvekusunga ndiende)
[chorus]
ini ndoenda dhiya, handidi zvinonditemesa musoro
ini ndoenda dhiya, handidi zvinondiwandza mufungwa

ini ndoenda dhiya, handidi zvinondiwandza mufungwa*iwe

[pre*chorus]
chiriyo iwe sara ugarike, (mumwe w*ngu ndafunga zvekuzorora ka iwe)
chiriyo iwe sara ugarike, (mumwe w*ngu ndafunga zvekusunga ndiende)
esimba rako rinoonekwa, (mukundirowa ndafunga zvekutura mafemo)
amai vangu vanochema, (mwana w*ngu wapera nekuonda seiko)
etete vangu vakasuwa, (mwana w*ngu wapera nekuonda seiko)
ndakashingrira zvikaramba, (dhiya w*ngu ndafunga zvekusunga ndiende)
[chorus]
ini ndoenda dhiya, handidi zvinonditemesa musoro
ini ndoenda dhiya, handidi zvinondiwandza mufungwa
ini ndoenda dhiya, handidi zvinonditemesa musoro
Random Song Lyrics :
- innerstate - icenap lyrics
- someone else - sullivan king lyrics
- winnieh the pooh - lepa fresh lyrics
- πατρικό (patriko) - sikone brando lyrics
- un mec comme moi - a2h lyrics
- mona lisa - sillamandria & mr. phil lyrics
- the wait... - pxwer lyrics
- resta con me - samurai jay lyrics
- on the verge - kvr lyrics
- patty cake - lil heavy chainz lyrics