lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

mabasa - tongai moyo lyrics

Loading...

[chorus: tongai moyo]
ndiyo hondo murima varume*we, (tinofarira rima nekuda kwemabasa)
ndiyo hondo murima vasikana, (tinofarira rima nekuda kwemabasa edu)

[verse 1: tongai moyo]
ndichazokuona manheru kwavira, (tinofarira rima nekuda kwemabasa)
ndichazokuona manheru kwavira, (tinofarira rima nekuda kwemabasa edu)

[verse 2: tongai moyo]
kunyangwe muroyi wani anofamba murima, (anofarira rima nekuda kwemabasa)
kunyangwe muroyi wani anofamba murima, (anofarira rima nekuda kwemabasa ake)

[verse 3: tongai moyo]
kufamba muchiyedza ndizvo zvinodiwa namwari, (tinofarira rima nekuda kwemabasa)
kufamba muchiyedza ndizvo zvinodiwa naishe, (tinofarira rima nekuda kwemabasa edu)

[chorus: tongai moyo]
ndiyo hondo murima varume*we, (tinofarira rima nekuda kwemabasa)
ndichazokuona manheru kwavira, (tinofarira rima nekuda kwemabasa edu)
kunyangwe muroyi wani anofamba murima, (anofarira rima nekuda kwemabasa ake)
kufamba muchiyedza ndizvo zvinodiwa namwari, (tinofarira rima nekuda kwemabasa)
kufamba muchiyedza ndizvo zvinodiwa naishe, (tinofarira rima nekuda kwemabasa edu)

[break: tongai moyo]
mabasa iwayo, mutosvori, hehehe
[verse 4: tongai moyo]
mhosva inosvika wani (ndati ndinosvika)
neiyoyi inosvika wani (ndati ndinosvika)
mutosvori ndinosvika wani (ndati ndinosvika)
baba lawi ndinosvika wani (ndati ndinosvika)
choga tinosvika wani (ndati ndinosvika)
muk*mba tinosvika wani (ndati ndinosvika)
shumba tinosvika wani (ndati ndinosvika)
nadhosi tinosvika wani (ndati ndinosvika)
chihera tinosvika wani (ndati ndinosvika)
nadhehwa tinosvika wani (ndati ndinosvika)

[verse 5: tongai moyo]
mhosva tinosvika wani (ndati ndinosvika)
vherere tinosvika wani (ndati ndinosvika)
gwanya tinosvika wani (ndati ndinosvika)
matsunge tinosvika wani (ndati ndinosvika)
natimi tinosvika wani (ndati ndinosvika)
baba lawi tinosvika wani (ndati ndinosvika)
muk*mba tinosvika wani (ndati ndinosvika)
shumba inosvika wani (ndati ndinosvika)
simbambo tinosvika wani (ndati ndinosvika)
chihera tinosvika wani (ndati ndinosvika)
nadhehwa tinosvika wani (ndati ndinosvika)

[baba gari’s rhythm gutar solo: tongai moyo]
sisi, toita basa, hehehe, eeh
machinda akakwanisa kusunga mvura kuti isanaya
but zuva vakakonewa
najesu tinosvika chete
baba gari, baba gari famba gitare vanhu vatambe
zi zi zi zi zi
[outro: tongai moyo]
hehehe, toita izvozvo, tsuro kurarama manhede, kutemba speed, hehehe
fambai nebhora team yakanaiwa chikomana
zi zi zi zi zi

Random Song Lyrics :

Popular

Loading...