
minana - tsholo acts feat. tinashe nyaruviro lyrics
makanaka jesu muno shamisa
mu no yita minana ne zwiratidzo
makanaka jesus muno shamisa
mu no yita minana ne zwiratidzo
minana
ne zwi ratidzo
minana
minana
minana
ne zwiratidzo
pamuchato wa pakana maka shamisa
ma ka yita minana ne zwiratidzo
muyimba yangu jesu muno shamisa… muno yita minana ne zwiratidzo
gorhe rino jeso mati shamisa matiyitira minana ne zwiratidzo
nhasi wuno jesomati shamisa matiyitira minana ne zwiratidzo
ndino ku tendai jesu muno shamisa mu no yita minana ne zwiratidzo
minana
minana
minana ne zwiratidzo
minana
minana
minana ne zwiratidzo
ah haaaa
pa ndzira re mitedza ma ka shamisa maka yita minana ne zwiratidzo
pha ndhaka rhwara paya maka shamisa maka yita minana ne zwiratidzo
gorhe riya re dzhara maka shamisa ma ka yita minana ne zwiratidzo
pha ndhaka shayiwa phaya maka shamisa maka yita minana ne zwiratidzo
hupengu w-ngu baba mandi shamisa muno yita minana ne zwiratidzo
minana
minana
minana ne zwiratidzo
minana
minana
minana ne zwiratidzo
mukuchema kwedu baba ne matambudziko muchi yita minana ne zwiratidzo
vasina simba va ka rhemengwa
muchi yita minana ne zwiratidzo
zwirikadzi zedu baba nazo nherera muno yita minana ne zwiratidzo
varhwere baba vaka rhemara muchi yita minana ne zwiratidzo
mukuyedzwa kwedu baba nayo miyedzo muchi ti pa simba kuti ti kunde
mukuyedzwa kwedu baba na yo miyedzo muchi ti pha simba kuti ti kunde
k-mitambo mafaro nayo michato muchi yita minana ne zwiratidzo
k-mitambo mafaro nayo michato muchi yita minana ne zwiratidzo
minana
minana
minana ne zwiratidzo
minana
minana
minana ne zwiratidzo
minana
minana
minana ne zwiratidzo
Random Song Lyrics :
- zoot - holassucks lyrics
- verdant paths to radiance - majesties lyrics
- kit kat - dominic pagon lyrics
- take me - bluetone lyrics
- chez nous - kamikaz lyrics
- восьмиклассница (eighth grader) - lexoff lyrics
- genie - herbert grönemeyer lyrics
- リトライ (retry) - 柊マグネタイト (hiiragi magnetite) lyrics
- track 1 [unreleased] - dreamer isioma lyrics
- ten toes down - isaac kimani lyrics