
dona - winky d lyrics
[intro]
ndomabhebhi emudziva aya
oskid ndinomaziva aya
chiextra
[chorus]
uneshavi redona (dona)
kuchena unokugona (gona)
uneshavi redona (dona)
kuchena unokugona (gona)
baby
tarisa kana wivhi yacho
havambog-ya harizi rako
mikono ikakuona busy yacho
rakasimba cv rako
muriko here ndimi vana manjuzu
simarti makaiziva muchangodonha guvhu
kudziya kwacho kunga juzu (juzu)
kudziya kwacho kunga juzu (juzu)
[verse 1]
ahaaha
simarti yako haisi yekusikiza
vasina homwe dzakasimba vanotiza
wakarova mucheno wemikisa
vaya vemari dzakareba unovayitisa
ndomabhebhi asingade tsvina
asingadi k-mbunyikidzwa
sarafina
asiri mbombera kunge chitima
kunzi kavhure muromo tanga nedinner
[chorus]
uneshavi redona (dona)
kuchena unokugona (gona)
uneshavi redona (dona)
kuchena unokugona (gona)
baby
tarisa kana wivhi yacho
havambog-ya harizi rako
mikono ikakuona busy yacho
rakasimba cv rako
muriko here ndimi vana manjuzu
simarti makaiziva muchangodonha guvhu
kudziya kwacho kunga juzu (juzu)
kudziya kwacho kunga juzu (juzu)
[verse 2]
ahaaha
ndichanok-mbirira k-machembere (kuchembere)
kuti
vakutendere
parutivi pangu uswedere
ndega panyama zvingandiremere
unemunyati
ende pasimarti
murimadzisahwira evhati
ndichakutsvagira makwati
[chorus]
uneshavi redona (dona)
kuchena unokugona (gona)
uneshavi redona (dona)
kuchena unokugona (gona)
baby
tarisa kana wivhi yacho
havambog-ya harizi rako
mikono ikakuona busy yacho
rakasimba cv rako
muriko here ndimi vana manjuzu
simarti makaiziva muchangodonha guvhu
kudziya kwacho kunga juzu (juzu)
kudziya kwacho kunga juzu (juzu)
muriko here ndimi vana manjuzu
simarti makaiziva muchangodonha guvhu
kudziya kwacho kunga juzu (juzu)
kudziya kwacho kunga juzu (juzu)
Random Song Lyrics :
- tα όνειρά mου - stixoima lyrics
- sad to see you happy - olivia lunny lyrics
- moonstrider - screams of hockomock lyrics
- lavoro nell'illecito - il profeta lyrics
- let go - jimmy brown & jword lyrics
- you lied again - xpainwarriorx lyrics
- nebesnyi kamen' - 0102revers lyrics
- lingo - deno lyrics
- break u off - sonder lyrics
- brazil 2 - ashe 22 lyrics