
dzemudanga - winky d lyrics
chiextraaa
gaf- gafa igafa boyz
[verse 1]
vatipe ndiri pacheek, nicky
handisi mwana mudiki inini
mashoko angu ane nzira saka i-road rega ndimboita speke inini
ndikavhiringana nabhururu w-ngu
tambirai kure mukuru w-ngu
pamwe ndookamutambiro kedu tenge tichida kuratidzana mhasuru w-ngu
[chorus]
panotungana dzemudanga
ma1 anenge atanga
hapana anoda kuitwa mhuru
kwavakuratidzana ubhuru
padzinotungana mudanga
kutora divi ndaramba
hapana anoda kuitwa mhuru
kwavakuratidzana ubhuru
[verse 2]
uchamhanya nebhuru ripi?
uchaziva sei iri riri weak?
sezvo achifurira pamwe chete zvinodaro akafanana zvikiribidi
ko iwe manje zvawatora divi
wamira nerino iri, washora iri
ko vakazosora husahwira vofuma vachibata rimwe chete vari vaviri
[chorus]
panotungana dzemudanga
ma1 anenge atanga
hapana anoda kuitwa mhuru
kwavakuratidzana ubhuru
padzinotungana mudanga
kutora divi ndaramba
hapana anoda kuitwa mhuru
kwavakuratidzana ubhuru
[verse 3]
ndodhabura ndiri ku-terrace ndichimhanyisa maziso sendinoona tennis
hapasi pekuridza mheterwa ukadhibha wateerwa wobva wanzi ndiwe menace
unenge waita seune mukonyo
dai wazvizivira mumoyo
kubva nhasi ukaona panonetsana mabhuru
buda imomooo!
[chorus]
panotungana dzemudanga
ma1 anenge atanga
hapana anoda kuitwa mhuru
kwavakuratidzana ubhuru
padzinotungana mudanga
kutora divi ndaramba
hapana anoda kuitwa mhuru
kwavakuratidzana ubhuru
[verse 4]
uchamhanya nebhuru ripi?
uchaziva sei iri riri weak?
sezvo achifurira pamwe chete zvinodaro akafanana zvikiribidi
ko iwe manje zvawatora divi
wamira nerino iri, washora iri
ko vakazosora husahwira vofuma vachibata rimwe chete vari vaviri
[chorus]
panotungana dzemudanga
ma1 anenge atanga
hapana anoda kuitwa mhuru
kwavakuratidzana ubhuru
padzinotungana mudanga
kutora divi ndaramba
hapana anoda kuitwa mhuru
kwavakuratidzana ubhuru
Random Song Lyrics :
- до свидания, мир (goodbye world) - johnyboy & sifo lyrics
- se termino el amor - karina tejeda lyrics
- graduated - v.a.f lyrics
- sous le signe du v [remix] - klub des loosers lyrics
- the puppeteer - beyond deviation lyrics
- evisu fiend - father lyrics
- cambierai il mondo - uzi junkana lyrics
- fuck being poor - tune khalifa lyrics
- cold room - nerina pallot lyrics
- secreto mío - link the producer lyrics