
gonyera - winky d lyrics
jah know
mr. putiti
hanzi ndinoda mudhafu*dhafu (dhafu*dhafu, dhafu*dhafu)
anopa rudo, asingapindure rough*rough
mumwe oti aiwa ndoda kaslender*slender
kasingandirasise kandinotemba*temba
hakuna tsime risina dafi
tongoona mvura padenga kozviri zasi (zasi)?
iyambiro kwauchanokanda mazwi
nokuti munhu wenyama anotadza hakuna nyanzvi
gonyera, gonyera
gonyera pamwe, gonyera
gonyera, gonyera
gonyera pamwe, gonyera
gonyera, gonyera
gonyera pamwe, gonyera
gonyera, gonyera
gonyera pamwe, gonyera
guyu kutsvuka, kutsvuka panze
ukarimenya mukati rizere masvosve
pasina masvosve haambonaka maonde
sometimes panouya zvidiki*diki dzimwe nguva zvihombe
ini nde*e
teedzera moyo wako kwete zvinoda internet
vamwe vakazonoroora pwere vachifunga kuti ndozviri internet
gara wachooser stamina
one munhu anokutsamira
akasenga moyo wekuda
kwete munhu wekuganhira
that’s the end of it
gonyera, gonyera
gonyera pamwe, gonyera
gonyera, gonyera
gonyera pamwe, gonyera
gonyera, gonyera
gonyera pamwe, gonyera
gonyera, gonyera
gonyera pamwe, gonyera
hanzi mukutsvaga mbeva ndomukubuda nemhembwe
iko kusagutsikana kuchakupesanisa nemwenje
maruva enyika aya oskid haumapedze
chanakira rurimi hachinakire dumbu, ita umedze
chiziva kuti muti une hobho mabazi
pane ari padenga, pane ari zasi
pane achapa mumvuri kune ari pasi
mamwe achapiswa muchoto asi
munhu nemunhu pane chaakanakira
zvimwe toona nemeso, zvimwe zvakavandika
hakuna tsime risina dafi
tongoona zviripadenga, kozviri zasi? iyambiro kwauchanokanda mazwi
nokuti munhu wenyama anotadza hakuna nyanzvi
gonyera, gonyera
gonyera pamwe, gonyera
gonyera, gonyera
gonyera pamwe, gonyera
totogonyera, gonyera
gonyera pamwe, gonyera
gonyera, gonyera
gonyera pamwe, gonyera
gonyera, gonyera
gonyera pamwe
Random Song Lyrics :
- jaam - ali owj lyrics
- jenny lewis - acid tongue lyrics
- peθainoun gia mena - tus lyrics
- democracia racial de sangue - eduardo taddeo lyrics
- gerhi time - sultaan lyrics
- não é novidade (part. kellvin e bela sousa) - jokers lyrics
- soul 4 sale - $avedbypari$ lyrics
- whack boi - w.b.k lyrics
- piccolo - akthesavior & leon fanourakis lyrics
- nauka - tps lyrics