
ninja saturday - winky d lyrics
[intro]
maninja (hooo)
tati takupinda purezha (deng!)
[hook]
ininja sat-rday mababy murikudei?
fara kunge une bhavadhe
ininja sat-rday zvamunoda huyai ndikupei
musanyara munzveve ndiudzei
[refrain]
ndinokufadza kunge mwana wechikoro ari paholiday
ndobva ndakukoshesa kupfuura goridhe
ndini one chete ninja rinokoshesa sat-rday
pasi rese ndovaudza hava bhilive
[pre-verse]
ndakarova ninja gear (bhachi nejean)
vanhu voti inini ndadziya (pisa ?)
ingirandi vakundiziva (club 19)
vanhu vanoerera ziya (ndapamushini)
[verse 1]
kana uchida kuti tipinde tonaz
fonera the ninja president monaz
tichakura taienda kurumours
tikazoti kusynergy tikati tropaz
asi
[bridge]
prezha rachinja, prezha rachinja
rakutoda paine muninja
prezha razhinja, prezha rachinja
rakunakidza paine muninja
prezha rachinja, prezha rachinja
rakutoda isusu maninja
prezha rachinja, prezha rachinja
[hook]
ininja sat-rday mababy murikudei?
fara kunge une bhavadhe
ininja sat-rday zvamunoda huyai ndikupei
musanyara munzveve ndiudzei
[refrain]
ndinokufadza kunge mwana wechikoro ari paholiday
ndobva ndakukoshesa kupfuura goridhe
ndini one chete ninja rinokoshesa sat-rday
pasi rese ndovaudza hava bhilive
[pre verse]
ndakarova ninja gear (bhachi nejean)
vanhu voti inini ndadziya (pisa ?)
ingirandi vakundiziva (club 19)
vanhu vanoerera ziya (ndapamushini)
[verse 2]
horaiti ndak-mbomira majokes
prezha rese raenda kufox
k-ma rasta maninja ane ma locks
ndokwatinorova prezha overdose
baby!
[bridge]
prezha rachinja, prezha rachinja
rakutoda paine muninja
prezha razhinja, prezha rachinja
rakunakidza paine muninja
prezha rachinja, prezha rachinja
rakutoda isusu maninja
prezha rachinja, prezha rachinja
[hook]
ininja sat-rday mababy murikudei?
fara kunge une bhavadhe
ininja sat-rday zvamunoda huyai ndikupei
musanyara munzveve ndiudzei
[refrain]
ndinokufadza kunge mwana wechikoro ari paholiday
ndobva ndakukoshesa kupfuura goridhe
ndini one chete ninja rinokoshesa sat-rday
pasi rese ndovaudza hava bhilive
[pre-verse]
ndakarova ninja gear (bhachi nejean)
vanhu voti inini ndadziya (pisa ?)
ingirandi vakundiziva (club 19)
vanhu vanoerera ziya (ndapamushini)
[outro]
kwinji unoda prezha maningi
bhobho unotamba prezha kahobho
yo layaan, chikiya zayan
Random Song Lyrics :
- follow - neurotic mirage lyrics
- 1369 - moubarak lyrics
- otamendi - lil wnyk lyrics
- santa diss track - lil cheesy lyrics
- because you love me - kaz hawkins lyrics
- vaikselt ja kaua - ept lyrics
- dan - chazer wazer lyrics
- tall broken child - sidonie r lyrics
- one way to rock - mystery (be) lyrics
- sede de vitória - onija lyrics