
photo life - winky d lyrics
[intro: winky d]
hona oskid, takadyara maseed
anotivenga usapindure hapana need
camera, action
gafa in action
chiextraterrestrial
gafa futi
[chorus: winky d]
life yangu magafa iphoto
inoumbwa nemanegative saka bhasopo
ada ‘undi dissa, dissa (ho)
ada ‘undi misa, misa (ho)
ada kurwisa, rwisa (ho)
ndin-bva ndadadisa (ho)
ada ‘undi dissa, dissa (ho)
ada ‘undi misa, misa (ho)
ada kurwisa, rwisa (ho)
ndin-bva ndadadisa (ho)
[verse 1: winky d]
handimbofa ndakakwata kudhonzerwa pasi nemunhu, ndikadonha ndinoita hwembeu
unondiona ndichimera futi zvine kachifinhu, ndobilivhisa kunge gospel
nekuti vamwe takafundisiwa kuti mulife zvikauya nyore haikonai kugamuchira
ndobva ndatipa magafa musaore mwoyo, magamba ese akaumbwa mukutambudzika
paunowisha dai gafa ramboshupika
ndinenge ndichifara kuti zvino chaputika
ndopaunoona ndichirarama kalife kekudenga fanike jupiter
[chorus: winky d]
life yangu magafa iphoto
inoumbwa nemanegative saka bhasopo
ada ‘undi dissa, dissa (ho)
ada ‘undi missa, missa (ho)
ada kurwisa, rwisa (ho)
ndin-bva ndadadisa (ho)
ada ‘undi dissa, dissa (ho)
ada ‘undi misa, misa (ho)
ada kurwisa, rwisa (ho)
ndin-bva ndadadisa (ho)
[verse 2: winky d]
ndakaramba ini kuti hakuna chinhu chenyama chinondidzorera shure
angava mashoko kana zvombo zvakasikirwa inini, pagafa rino hazvipfuure
pa-pa-pachigafa ndazvipira kurima misodzi kuti ndizonokohwa mufaro
vese vaindichemedza musazoti kana ndagara patafura pangu chine makaro
ndiri kungodya zvabva mumisodzi yangu
ndakajekeserwa nzira nengirozi dzangu
vese vakateya munzira dzandinofamba muchashama ndichipukunyuka njodzi hangu
[chorus: winky d]
life yangu magafa iphoto
inoumbwa nemanegative saka bhasopo
ada ‘undi dissa, dissa (ho)
ada ‘undi missa, missa (ho)
ada kurwisa, rwisa (ho)
ndin-bva ndadadisa (ho)
ada ‘undi dissa, dissa (ho)
ada ‘undi misa, misa (ho)
ada kurwisa, rwisa (ho)
ndin-bva ndadadisa (ho)
[verse 3: winky d]
handimbofa ndakakwata kudhonzerwa pasi nemunhu, ndikadonha ndinoita hwembeu
unondiona ndichimera futi zvine kachifinhu, ndobilivhisa kunge gospel
nekuti vamwe takafundisiwa kuti mulife zvikauya nyore haikonai kugamuchira
ndobva ndatipa magafa musaore mwoyo, magamba ese akaumbwa mukutambudzika
paunowisha dai gafa ramboshupika
ndinenge ndichifara kuti zvino chaputika
ndopaunoona ndichirarama kalife kekudenga fanike jupiter
[chorus: winky d]
life yangu magafa iphoto
inoumbwa nemanegative saka bhasopo
ada ‘undi dissa, dissa (ho)
ada ‘undi missa, missa (ho)
ada kurwisa, rwisa (ho)
ndin-bva ndadadisa (ho)
ada ‘undi dissa, dissa (ho)
ada ‘undi misa, misa (ho)
ada kurwisa, rwisa (ho)
ndin-bva ndadadisa (ho)
Random Song Lyrics :
- walking city - miho hatori lyrics
- cook dat coke - money boy lyrics
- better together - kieran walsh lyrics
- open house - norman bailer lyrics
- forever young (so little time) - the motion epic lyrics
- impar - boxv lyrics
- no digas nada - graciela beltran lyrics
- million people - taya marquis lyrics
- cold as ice - christopher bill lyrics
- angelina - the mike mcclure band lyrics