
urere - winky d lyrics
twenty* (ngoma ichirira)
future (ngoma ichirira)
yo, layaan (ngoma ichirira)
icho
urere, urere, urere (urere)
urere, urere, urere (urere)
pano tinoita zvepano
hapana munhu wemunhu pano
pane magafa akaparker majagwa
zvimoko zvakananga pano
dzima maphone hapana inotora mapic
huyai mhani zvimoko toshandisa seseat
pane varara kare vari weak
ndezvedu vakamuka saka hande pacheek
yahwe manga murere
ngoma ichirira manga murere
pawhinwa pano manga murere
ngoma ichirira manga murere
tashaina pano
taona chisionekwe
sistеr vakarova mbiza avo manjenjenje
mbinga dzodonha munhеnga * putiti
pabandwa bhodhoro, vanhu kuita mastupid*ti*ti
tatarisa nguva, 12 bhera
nhasi tohuchera
gafa huya whinirwa, ukaramba chete ndokugera
dzima maphone hapana inotora mapic
huyai mhani zvimoko toshandisa seseat
pane varara kare vari weak
ndezvedu vakamuka saka hande pacheek
yahwe manga murere
ngoma ichirira manga murere
pawhinwa pano manga murere
ngoma ichirira manga murere
tashaina pano
panzvimbo pabva papicker (papicker)
pavakunakidza panyika (panyika)
tashaiwa hunhu netsika
tozozvitsvaga mangwana asvika
vanhu vamira vairi*vairi
tarisa smairi iri pandiri
vanhu vafarisa varik*mwa barika
makoovha mairi*mairi
saka chicoper chi pattern chachona, mafaro auya
zvese zvaitika pano kana maenda, musanotaura
dzima maphone hapana inotora mapic
huyai mhani zvimoko toshandisa seseat
pane varara kare vari weak
ndezvedu vakamuka saka hande pacheek
yahwe manga murere
ngoma ichirira manga murere
pawhinwa pano manga murere
ngoma ichirira manga murere
tashaina pano
Random Song Lyrics :
- eu vou te buscar - pedro roger & alan lyrics
- minha timidez - nelson ned lyrics
- until the bitter end - vocaloid lyrics
- lexotan - andré abujamra lyrics
- don't call me mama anymore - mama cass elliot lyrics
- seishun oden - inazuma eleven lyrics
- salmo 37 - marrom lyrics
- df faroeste - mente consciente lyrics
- esse brasil é meu - dominguinhos lyrics
- mickey mouse & the goodbye man - grinderman lyrics