lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu gogogoi – alick macheso

Loading...

[verse 1]
gogogoi pamusha pano, ini ndigashireiwo
mwana wenyu ndadzoka kubva kwandaiva ndiri kure

[verse 2]
gogogoi pamusha pano, ini ndigashireiwo
mwana wenyu ndadzoka kubva kwandaiva ndiri kure

[verse 3]
ndaizviziva kuti hazvikufadzei imi
zvizhinji kwazvo izvo zvainditadzisa

[verse 4]
ndaizviziva kuti hazvikufadzei imi
zvizhinji kwazvo izvo zvainditadzisa

[verse 5]
basa rangu riye, tarirai zvandava nhasi
mudzimai, vana ava pamwe nekuraramazve

[verse 6]
basa rangu riye, tarirai zvandava nhasi
mudzimai, vana ava pamwe nekuraramazve

[verse 7]
maishora zvandaivaka, ndisati ndakura
hezvo chero nemi vedzinza motozvifarirawo
[verse 8]
maishora zvandaivaka, ndisati ndakura
hezvo chero nemi vedzinza motozvifarirawo

[verse 9]
imo mukuzvarwa zvinonzi unenge wakapfumbata
zvipo zvekushanda, mabasa ekuzvibatsirawo
imo mukuzvarwa zvinonzi unenge wakapfumbata
zvipo zvekushanda, mabasa ekuzvibatsirawo
changu chipo chakava chekufadza vamwe vabva k*mabasa
vakazorora nevamwe vanozvifarirawo
changu chipo chakava chekufadza vamwe vabva k*mabasa
vakazorora nevamwe vanozvifarirawo

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...