lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu kumhanya kuripo – alick macheso

Loading...

[verse 1]
ngozi huru yatakapara kuna amai mkoma woye
amai kusvika mukufa here pasina aripa

[verse 2]
ngozi huru yatakapara kuna amai mkoma woye
amai kusvika mukufa here pasina aripa

[verse 3]
vana vazvino tomhura vabereki huroyi hwatisingazive
mwedzi minomwe vakakutakura vakatadza nei?
vana vazvino tomhura vabereki huroyi hwatisingazive
mwedzi minomwe vakakutakura vakatadza nei?
tinozviziva hengu zviriko asi kodzero ishoma
titsvakei nzira dzakareruka dzekutsiura nadzo
vana vedu vachatevera zvisavanetse

[verse 4]
tinozviziva hengu zviriko asi kodzero ishoma
titsvakei nzira dzakareruka dzekutsiura nadzo
vana vedu vachatevera zvisavanetse

[verse 5]
chinamato hachina kuuya nekuparadzanisa hukama hwedzinza chinamato inzira, mabira, mashave akacheneswa aha
chinamato hachina kuuya nekuparadzaisa hukama hwedzinza chinamato inzira, mabira, mashave akacheneswa aha
kunzvenga nyora
[chorus]
k*mhanya kuripo amai (mai mwari wee) hanganwa dziripo (huwee), hwedza ndinhasi
ndinok*mbira kuk*mbira ruregerero, baba, baba k*mhanya kuripo amal (mai mwari wee)
hanganwa dziripo, hwedza ndinhasi
ndinok*mbira kuk*mbira ruregerero, baba, baba
hanganwa dziripo amai
k*mhanya kuripo, hwedza ndinhasi
munotorana vana vemhuri mhuri imweyo
hanganwa dziripo amai (mugare dare)
k*mhanya kuripo (kugadzira ramangwana), hwedza ndinhasi
munotorana vana vemhuri mhuri imweyo
k*mhanya kuripo amal (mugare dare)
hanganwa dziripo (kugadzira ramangwana), hwedza ndinhasi ndinok*mbira kuk*mbira ruregerero, baba, baba
k*mhanya kuripo amai (baba, baba)
hanganwa dziripo (baba, baba), hwedza ndinhasi
ndinok*mbira kuk*mbira ruregerero (mai, maiwee, huwee)

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...