lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu mwana wamai vangu – alick macheso

Loading...

[verse 1]
mwana wamai vanguwe wandifungira zvipiko?
mwana wamai vanguwe wandifungira zvipi iwe?

[verse 2]
zvatiri veropa rimwe isu ngatisafungidzirane
zvatiri veropa rimwe isu ngatisafungidzirane mupfungwa

[verse 3]
kunyarara sandi kuti hupofu, ndaizviona zvangu
kunyarara sandi kuti hupofu, ndaizviona zvangu iniwo

[verse 4]
hepano ndozvireva kwahi mavara azere vhu aya
hepano ndozvireva kwahi mavara azere vhu aya

[verse 5]
zvawaindipedzera sadza, waiti ndinodyeiko?
zvawaindipedzera sadza, waiti ndinodyeiko iniwo?

[verse 6]
zvawainditorera zvose ini waiti hapana changu
zvawainditorera zvose ini waiti hapana changu seiko?

[verse 7]
mweya wazokugara uyu zvaunenge wehutsinye
mweya wazokugara uyu zvaunenge wehutsinye mwana wamai
[verse 8]
ndinotenda mumwe w*nguwe
ndinotenda nezvawaita
mumwe w*nguwe wandipa chidzidzo ini
wazondishungurudza

[verse 9]
ndinotenda mumwe w*nguwe
ndinotenda nezvawaita
mumwe w*nguwe wandipa chidzidzo ini
wazondishungurudza

[verse 10]
hezvoka nhasi uno wakanganwa, uyo akakutaridza nzira
yauri kungofamba nanhasi uno

[verse 11]
hezvoka nhasi uno wakanganwa, uyo akakutaridza nzira
yauri kungofamba nanhasi uno

[verse 12]
murango wacho hauna zuva iwe, izuva rimwe razvichakunetsa
murango wacho hauna zuva iwe, izuva rimwe razvichakunetsa
murango wacho hauna zuva iwe, izuva rimwe razvichakudzimba
murango wacho hauna zuva iwe, izuva rimwe razvichakudzimba
murango wacho hauna zuva iwe, izuva rimwe razvichakunetsa

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...