lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu teererai – alick macheso

Loading...

[verse 1: al!ck macheso]
teererai teererai vana vangu wee
teererai teererai vana vangu
nzwisisanai vana vangu vandakabara wee
nzwisisanai vana vangu vandakabara
mukukura vana vangu musashorane wee
mukukura vana vangu musashorane
mazvake mazvake vanangu munosvika poi?
mazvake mazvake vanangu munosvika poikoo?

[verse 2: al!ck macheso]
patadza mumwe wenyu tauriranai
patadza mumwe wenyu tauriranai
pamhanya mumwe wenyu dzoreredzanai
pamhanya mumwe wenyu dzoreredzanai

[verse 3: al!ck macheso]
ukaita zvitsvene, newe uchagara wakaziva zvisingade mumwe wakoo mukurarama
ukaita zvitsvene, newe uchagara wakaziva zvisingade mumwe wakoo mukurarama

[verse 4: al!ck macheso]
ukaita zvakaipa newe wega uchaona kuti wapindana nemweya yorima ah ah
ukaita zvakaipa newe wega uchaona kuti wapindana nеmweya yok*madokero

[verse 5: al!ck macheso]
ruzhowa pamusha iwirirano yedu yеmhuri
kana mweya yetsvina ijekenyedze huwe
ruzhowa pamusha iwirirano yedu yemhuri
kana mweya yetsvina ijekenyedze huwe
[verse 6: al!ck macheso]
ukaziva chisingadiwe, muhupenyu uchararama zvakanaka
ukaziva chisingadiwe, muhupenyu unorarama zvakanaka
ukadaro wagonera hupenyu
ukadaro, wazivira mumwe wako
ukadaro wagonera nyika iyoo

[verse 7: al!ck macheso]
chakanaka unochizivawo zvachakanakirawo, wani wega unofunga wani
chakanaka unochizivawo zvachakanakirawo, wani wega unofunga wani
chakaipa unochizivawo zvachakayipirawo, kuti wega haug*ye seiko?
chakaipa unochizivawo zvachakayipirawo, kuti wega haug*ye seiko?

[vocals: jonas kasamba & al!ck macheso]
extrabasso, al!ck macheso the man himself
nowell nyazanda chimufana chepa banket pawole
lucky mumiriki wekwakaroi kwakaruru ndiyahweh
innocent mijintu an0bva paangola, akaberekerwa padete, akamira pazvake

[outro: al!ck macheso & jonas kasamba]
chinhu chakanaka chakanakira tose huwee huwee
chinhu chakanaka chakanakira tose huwee huwee
chinhu chakaipa chakaipira tose huwee huwee
chinhu chakaipa chakaipira tose huwee huwee
kana iri kete, ikete pakete huwee huwee
kana iri kete, ikete pakete huwee huwee
obert gomba wekwamurehwa pauzumba

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...