lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu wemakonzo – alick macheso

Loading...

[verse 1: al!ck macheso]
ndauya naye ndiropina wandati muroora wenyu
pemberai nekufara mudei seni mwana wenyu
ndiyeyuka mukuwasha wandati andiroore ini
kana musingamude ini ndichamwa wemakonzo
yaa yaa
ndanzwa babamukuru voti mukuwasha murombo
wadii watsvaga mupfumi agara ane mari kare
yaa yaa
mungamuramba zvenyu asi ndiyeyu wandada
chidamoyo kwandiri hamba yakada makwati
zvandinovimbisa kwamuri hazvinei murombo
mwari vatisanganisa vanoziva ramangwana redu

[verse 2: jonas kasamba & al!ck macheso]
macheso power
level
vabereki musadaro nemi vehukama musadaro
musaite semakawanana mose muri mumari
havasi vose vakawanana dzose dziri shoroma
hoohooo ohh
vabereki musadaro nemi vehukama musadaro
musaite semakawanana mose muri mumari
havasi vose vakawanana dzose dziri shoroma
hoohooo ohh
noel nyazanda (samu samu)
lucky mumiriki (samu samu)
thompson chauke (samu samu)
joe kasamba (samu samu)
samuel mugede (samu samu)
musa hope (samu samu)
elton muropa (samu samu)
al!ck macheso (samu samu)
rochie fatiya (samu samu)
vana vemberikwazvo (samu samu)
motopela
[verse 3: al!ck macheso]
vabereki musadaro
musaite semakawanana mose muri mumari
vehukama musadaro
havasi vose vakawanana dzose dziri shoroma

[verse 4: al!ck macheso]
ndakazviwanira w*ngu asinei newamaida imiwoo
ndakazviwanira w*ngu asinei newamaida imiwoo
kana iri pfuma inouya tave pamwe
kana iri pfuma inouya tave pamwe
havasi vose vakawanana vari vapfumi kare
havasi vose vakawanana vari vapfumi kare
mupfumi kare bodo ndichagara ndirimutyiswa, (pamba pangu)
mupfumi kare bodo ndichagara ndirimutyiswa, (pamba pangu)
handina rusununguko ndakazviwana zviripo
(mhai pamba pangu)
handina rusununguko ndakazviwana zviripo
mhai pamba pangu iniwoo
mhaiwoo pamba pangu iniwoo
oh, mhai pamba pangu

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...