lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu ziva zvaunoda – alick macheso

Loading...

[verse 1]
hupenyu hunochinakidza zvaunoda chero nguva
zvichiyenda nekuti unozvifambisawo sei
kwete kungoita zindoinda ndonozvionera mberiyo*o*o
hupenyu hunochinakidza zvaunoda chero nguva
zvichiyenda nekuti unozvifambisawo sei
kwete kungoita zindoinda ndonozvionera mberiyo*o*o
mwari vanotara zvazviri zvisinei nezvaani
kosha nezvauri usati waongorora nhingi
kushora zvauri, kunevamwe ari machena
zvakakupa kutadza kuziva nepaumire chaipo*o*o
mwari vanotara zvazviri zvisinei nezvaani
kosha nezvauri usati waongorora nhingi
kushora zvauri, kunevamwe ari machena
zvakakupa kutadza kuziva nepaumire chaipo*o*o

[verse 2]
ziva zvaunoda usati watangana nazvo
ita ini ndinosvika kwete kusvikirwa. (naaniko iwe uripo?)
ziva zvaunoda usati watangana nazvo
ita ini ndinosvika kwete kusvikirwa. (naaniko iwe uripo?)

[verse 3]
zidenhe rakakanya vamwе vachifunga kuti vazvigona
kusaziva hufa kuti watowedzera mufudze, (gogo iro)
zidеnhe rakakanya vamwe vachifunga kuti vazvigona
kusaziva hufa kuti watowedzera mufudze, (gogo iro)
[verse 4]
varipo vamwe vedu vana gudza mudungwe
varipo vamwe vedu vana gudza mudungwe
pane vamwe vedu vanoita sehozhwa
pane vamwe vedu vanoita sehozhwa
inozodzoka shure yanza kuti yabondera
inozodzoka shure yanza kuti yabondera

[verse 5]
nguva yapera hona, kwauri nguva yapera hona
nguva yapera hona, kwauri nguva yapera hona

[verse 6]
ukakurumidza k*medza kutsenga uchada hokoyo, hokoyo
ukakurumidza k*medza kutsenga uchada hokoyo, hokoyo
ukakurumidza k*medza kutsenga uchada chenjera chenjera
ukakurumidza k*medza kutsenga uchada chenjera chenjera
nguva yapera hona, kwauri nguva yapera bhururu
nguva yapera hona, kwauri nguva yapera hama

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...