lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu zuro ndizuro – alick macheso

Loading...

[verse 1: al!ck macheso]
tikarima magwere
tinokohwa magwere
tikadyara mango
dzinozongova mango

[verse 2: al!ck macheso]
ini ndini, hansizombova iwe
iwe ndiwe hauzombova inini

[verse 3: al!ck macheso]
isu tisu hatizombova ivo
ivo ndivo havazombova isusu

[verse 4: al!ck macheso]
nzou inzou haizombova nyati
nyati inyati haizombova mvuu

[verse 5: al!ck macheso]
jongwe ijongwe, harizombova sh*sh*
sh*sh* ish*sh*, inokandira mazai

[verse 6: al!ck macheso]
gwaya igwaya, harizombova ramba
ramba iramba, harizimbova matemba
[verse 7: al!ck macheso]
tingafanane mazita, tigofanana mitupo
zvese nemakore, ask takasiyana

[verse 8: al!ck macheso]
zuro ndizuro, hazombove nhasi
nhasi ndinhasi
nekuti zuro akatodarika
nekuti zuro akatodarika
nekuti zuro akatodarika
uyoo

[verse 9: jonas kasamba & al!ck macheso]
macheso chete ndiye, namacheso tinosvika
macheso chete ndiye, namacheso tinosvika

[verse 10: al!ck macheso]
zvakarongwa zvakadaro, nemusika vanhu
baba ndibaba havazombove mhai
zvakangorongwa zvakadaro, nemusika vanhu
gwaya igwaya harizombove ramba
zvakasikwa zvakadaro, namusika vanhu
chale ndichale hazombove joze
zvakasikwa zvakadaro, namusika vanhu
gonzo igonzo harizombova pinga
zvichangogara zvakadaro, kusvika nariini
shingi ndishingi hazombove jerry
zvichangogara zvakadaro, kusvika nariini
[verse 11: jonas kasamba]
kata kata
lada
temp measure
al!ck macheso
teach dem size

[outro: jonas kasamba & al!ck macheso]
macheso chete ndiye, namacheso tinosvika
macheso chete ndiye, namacheso tinosvika

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...