lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu suicide – bling on the beat

Loading...

i hope unondifila zvema sure
moyo w*ngu uri safe ndozvivhunza everyday
ndaneta nema heartbreaks
hope tirk*mhanya mu same track

lemme know
nxaa ndiudze
kut ndingaku truster hr ndiudze
wafunga kundiramba iwe ndiudze
wooo
cz ndaneta neku rwadziswa

i hope hausi
kunditambisira nguva
uchinditengesa maruva
kana uchiziva uchachinja
gara wandisiya
handidi kuzoita
suicide
ndiudze pane nguva
zvese zvandikuda kunzwa
cz murudo ndakapinda
ndiwe wakandichinja
please usaite
goodbye
it’s not like
handisi kuku truster pa zvinhu zvacho
but katete tete ka moyo kacho
ukazondirambawo umwe w*ngu
chigumbu hachibve mumoyo mangu
oh oh
gara wandiudza no no no
ukazondijumha ndoita low
moyo ndatokupa chi treater boe
msazondiitisa lose

i hope hausi
kunditambisira nguva
uchinditengesa maruva
kana uchiziva uchachinja
gara wandisiya
handidi kuzoita
suicide
ndiudze pane nguva
zvese zvandikuda kunzwa
cz murudo ndakapinda
ndiwe wakandichinja
please usaite
goodbye

kana ukazofunga kundikangamwa
ndaobva ndatosiya zvekudanana
g*ya kuudza vanhu takarambana
apa ndaimboti ndiwe w*ngu 1 nxaa
vanhu vari loyal havachawanikwa
kutongoperera wotorwadziswa
munhu wese atori pabarika
tirikutoitiswa nhayka

i hope hausi
kunditambisira nguva
uchinditengesa maruva
kana uchiziva uchachinja
gara wandisiya
handidi kuzoita
suicide
ndiudze pane nguva
zvese zvandikuda kunzwa
cz murudo ndakapinda
ndiwe wakandichinja
please usaite
goodbye

kana ukazofunga kundikangamwa
gara wandiudza no no no
usaite goodbye

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...