lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu zadzisa – bryan k

Loading...

zvamunotanga munopedzisa
munamato yangu munogara makateerera ooo yeah
hondo munongondikundisa

pandinofamba ndinenge ndinechiedza makavheeneka
mmmmh makavhenekaaa

asi dzimwe nguva misodzi inoyerera
moyo kutorwadza ndinenge ndichishushikana
vanhu vacho voda kundipedzisa
asi ndoramba ndinetariro
zvichirwadza kudaro
zvakaoma kudaro
ndoramba ndinetariro

uuuh
uuuh
uuuh
uuuh

uuuh
uuuh
uuuh
uuuh
(zvichirwadza kudaro, zvakaoma kudaro ndoramba ndinetariro)

uuuuh
uuuuh

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...